KwaunobvaDuramazwiMmupavha

Zvinoreva

nemaruva madiki machena uye uno-wanzomera muzvikomo kana munzvimbo dzine matombo akawanda.

Mupavha chikwe-nzi chinotanda, chinoita mashizha akafara nezvivana zvine mhodzi mukati, zvinobamuka kana zvaoma.

1

Pavha chimwana che mupavha, chinoita mhodzi dzinogona kugochwa, dzinoita kunge nzungu pakudzidya uye chinobamuka kana chaoma.

2

Zvakafanana

mukakata · kobva

Mamwe mazwi ane M

M

Duramazwi

01 / 03

mupawose

Mupawose munhu asinganyimi, anoyamura vanhu vanotambura asingasarudzi.

Verenga

Swipe for the next word