KwaunobvaDuramazwiM 9

Duramazwi

Mazwi ane M.

3433 Shona headwords beginning with M, each with its English meaning, Shona explanation and example sentences.

Peji 9 pa14

muforoMuforo indima ine-nge yarimwa kana kuti icharimwa...mufoteMufote mutakura wenyimo dzisina kusanganiswa nedzimwe...mufoyiMufoyi ijira rinoiswa pakati pemakumbo nevanhu vechikadzi...mufudzecompostmufudzishepherdmufufuMufufu muti une tumapazi tudiki, tune minzwa nemaruva...mufuhwiramufukuMufuku igomba rinocherwa mujecha kuti vanhu vawane mvura...mufukusiMufukusi muti unowanikwa munzvimbo dzine uswa nesora...mufundisicardinalmufushwa1 Mufushwa muriwo wamashizha wakabikwa ndokuzoomeswa.mugadzipredecessormugadzirirepairermugadziri weshangucobblermugagadhiMugagadhi idavi remuti rinotambiswa nevana vachiiriita...mugaisiMugaisi munhu anoita basa rokukuya chibage nedzimwewo...mugaiwaHupfu hwekugaiswa mushina usina kunatswa (straight-run...mugakaMugaka ndeimwe yembeswa dzinorimwa muZimbabwe inotanda...mugamuchirireceivermugamutiriiUyu muti unoreba chaizvo kuenda mudenga, une hunde...mugan'achaMugamutirii muti unosimwa nechinangwa chokuitisa nhungo...muganhiriMuganhiri munhu anongopindira munyaya dzisiri dzake uye...muganhoboundarymuganhulimitmuganyirwaMuganyirwa inzira yokusungira siketi muchiuno kuti isadonha.mugaraMugara muti unokura pachuru nemunzvimbo dzine matombo.mugaradzakasungwaUyu munhu anogara achingotama ugaro nguva dzose...mugaranhokorectummugaricitizenmugari wenhakaheirmugarireMufambiro unogara vanhu nawo nenzira yeunhu (lifestyle).mugaririgalileanmugariroImwe mhando yemugarire.mugariwenhakaheiressmugayisiMugayisi munhu anokuyira vanhu mbesa dzavo mumuchina.mugedeMugede mwana wechikoro ari kutanga kudzidza pachikoro...mugerihairdressermugerochannelmugigoMugigo muchina wose zvawo unoda simba romunhu kuti ugone...mugigwaMugigwa ipfuti yakare yairidzwa nounga uye ichipakirwa...mugodhishaftmugodoMugodo imhando yemuti wakasimba chaizvo, une mashizha...mugofobuda mukaka unovava.mugogoMugogo chinhu chakaomera munhu kuti achiite.mugogodyaMugogodya i-n'ombe kana imwewo mhuka yakaonda chaizvo uye...mugombotiMugomboti muti murefu une makwati matema anonzi anogadzira...mugomobucketMugonderwaMugonderwa ndechimwe chidao chevaera Moyo.mugoniMugoni munhu anenge ane ruzivo kana unyanzvi maererano...mugonyoMugonyo mubato wakamonyoroka, unenge wemukombe.mugoriMugori munhu ane utsotsi hwakanyanya. Ukasangana namugori...mugoriondoMhando yemuti une misoro miviri.mugoroMupembere.mugotaMugota pasi pepoto pakasviba nemhosva yokutsva nemoto...Mugoticooking stick, stirring stickmugoveallocationMugoverasaturdaymuGowaMuGowa ndemumwe wavanhu vanozvidaidza kuti vaGowa vanogara...mugubvuraMugubvura muti unoreba chaizvo, unowanikwa munzvimbo dzine...mugududuMugududu muti unoita matavi matete uchibereka vana...muguguduMugugudu muti unomera kazhinji mumakomo, une midzi inodyiwa.mugugunanzvuUtwu twuhutapitapi twunowanikwa kubva mumaruva emimwe...mugumitiMugumiti rudzi rwomuti unoita mapango akasimba.mugumoMugumo ndipo panoperera chipi nechipi zvacho chinhu.mugupaMugupa muti une minzwa, unobereka tumichero tudikidiki...muguraMupinyi.muguriMuguri chibage chisati chatsokonyorwa chinenge chizere...mugurwaMugurwa chipfeko chevanhukadzi chinogumira muchiuno.muguungaMuguunga muti unoreba kusvika mamita gumi namashanu, une...muguvamaMuguvama kamuti kadiki kanoita mapazi akatsinhana uye...muguzaMuguza chingwa chinobikwa nefurawa kana nekoroni...muguzvuveriMuguzvuveri kamuti kanotanda, kanobereka vana vanovavira...Mugwadaox-cart, wagonmugwadhiMugwadhi muti unobereka michero inonzi magwadhi.mugwagwacarriagewaymugwakuMugwaku mudziyo wakavezwa, unenge mugoti, asi iwo...mugwamuraMugwamura kamuti kanogona kureba mamita matatu, kanoita...mugwandaMugwanda mashizha omunhangatanga anobikwa somurivo...mugwangoMugwango mwoyo kana kuti mweya wokufarira chimwe chinhu.mugwaraMugwara isimbi yakagadzirirwa kuchera makomba kana...mugwashaMugwasha inzvimbo ine miti yakawanda chaizvo.mugwatiMudanhapfunye.mugwavhaMugwavha muti unodyarwa pamusha, unobereka vana vanonzi...mugwenhureMhando yeshiri (somugwenhure).mugwezeMugweze muti wakaomarara chaizvo une minzwa, unowanikwa...mugwiriMugwiri chirimwa chinodyarwa pamihomba chinobereka...muhachaMuchakata.muhan'achaMuhan'acha muti unokura zviri pakati nepakati une hunde...muharaMuhara muti une mashizha makuru nemakwande anotsvedzerera...muharivasemuhatiMuhati muti wakaomarara chaizvo une minzwa yakasimba...muhatsuMuhatsu kakwenzi kanogara kakasvibira chaizvo, kanoreba...muhaturaMuhatura rudzi rwemuti unoita minzwa yakawanda chaizvo...muhedheniPachitendero chechiKristu, munhu anonzi muhedheni...muhengoMuhengo muunganidzwa wezvinhu zvinenge zvabva kuvanhu kana...muHeraMuHera munhu ane chidao cheShava Museyamwa.muheteMuhete rudzi rwo-muti unowanikwa kunzvimbo dzine mvura...muhizoMuhizo mucheka unosungwa navanhurume, unenge...muhombaridgemuhomberotarymuhomwepocketedmuhorosalarymuhorongaMuzana wenhoroondo mberi.muhotaMhando yemuti (somuhota).muhovhaMuhotwe iropa rinobuda munhu nomumhino, kazhinji kana...muhubvamuhukuMuhuku muti unopfumvutira zvikuru, une hunde ine...muhumbuMuhumbu igomba rinoita nechepazasi pe chirebvu.muhumiMuhumi muti une minzwa unoita maruva egirini uye unobereka...muhuteMuhute muti unomera mubani kana muzvikova, unobereka vana...muhwabhaMuhwabha inyama yakayanikwa kana kuti yakao-meswa.muhwaiMuhwai munhu anoita basa rekufudza hwai.muhwezvatrailmuhwikoMuhwiko idoro rechivanhu rakwatiswa kechipiri.muimbimusicianmuingimuinifomaMuinifoma munhu anoongorora vanhu vanotadzisa vamwe kugara...muirimuitiagentmuitiremuitiromuitirwaMuchirevo muitirwa munhu anenge achitaridzwa kuti...muitirwiMuitirwi munhu anozodya kana kunakirwa nezvinhu zvinenge...MujahoracingmujakarandaMuchairosi.mujakariMujakari rudzi rwomuriwo unomera mumunda munguva...mujambajechaUyu munhu kana chimwewo chinhu chinenge chichizikanwa...mujanaMujana munhu anenge aine dzoro rokufudza mombe zuva iroro.mujejejeKana munhu agerwa mujejeje anenge achekererwa vhudzi...mujekenjeMujekenje muti unomera mudondo unotanda uye unoita vana...mujekwaMujekwa ivanga rakareba rinenge richiratidza kuti munhu...mujenyaMujenya kukandira hakata kunoitwa nen'anga pachitsvakwa...mujeripenalmujibhaMunguva yehondo yechimurenga, mujibha aiva musori aifamba...mujinjiziriMashoko ekuzvininipisa papfuvura.mujoniMujoni izita raipihwa mupurisa wechirungu, zviku-mujozaMujoza ijaya rinopfeka zvipfeko zvechimanjemanje.mujubhekiMujubheki izita rinopuwa chero munhu anozodzoka kumusha...muJudhajewmujukuMujuku imvura ine madhaka inenge yasara iri shoma kana...mujumbuyaMujumbuya muti unorimwa, kazhinji pamusha, une midzi...mujuruMuchenje.mukaawakemukaboKana dhongi rikaita mukabo rinenge rakava munhu kana...mukachirwaMukachirwa idoro rinobikwa kwevhiki sendari asi iro...mukachukachuKana munhu achiita mukachukachu anenge achidya chikafu...mukadhetiMukadheti munhu anenge achiri kudzidzira basa rechiuto...mukadziwifemukahaMukaha iburi rinosara panenge pakada kubatana. Madzvinyu...mukakamilkmukakataMukakata munhu anonyima, asingadi kugovana zvinhu zvake...mukakatoMukakato itambo kana chimwewo chinhu chaunoshandisa...mukakiMudanhapfunye.muKalangaMuKalanga munhu anotaura chiKalanga, uye ane tsika...mukambaMukamba muti unoreba zviri pakati nepakati wakao-marara...mukambiMukambi munhu anoongorora nokudzidza maererano nezvouroyi...mukan'aMukan'a chikafu chinobikwa nemashamba akaseswa nokubviswa...mukanaadvantagemukandaMukanda chuma chinosungwa nevanhukadzi muchiuno.mukandiriMukandiri munhu anotaurira vanhu zvinenge zvichivanetsa...mukangaMukanga mutaro muchena unowanikwa pan'ombe kana shiri...mukaniMukani munhu ane nharo dzakanyanya asingadi...mukanjoMukanjo ijira rinomonerwa nemadzimai echiChawa.mukanwatoothlessmukanyaMukanya kutaura munhu achisimbisisa zvaanotaura...mukanyiwadoughmukarabwaMukarabwa munhu anenge akaroorerwa mwanasikana.mukarabweMunhu ane hwaro hwenhoroondo yepasi.mukaradhiMukaradhi mwana anoberekwa mushure moku-nge vanhu...mukarambaMukaramba inzira yokutaridza kunyunyuta inoitwa nevanhu...mukarangaMukaranga mukadzi kana vakadzi vanoteerera mukuru pabarika.mukaratiMukarati imhando yomuti une zvimashizha zvidiki zvitete...mukareMukare munhu akanga aripo panguva yepasichigare.mukariranocomplacencymukaroMukaro itambo inosungirirwa mumhino dzemhuka pakupingudza.mukarukaMukaruka munhu anokurudzira vanhu kuti vashande nesimba...mukashaMukasha muti une mapazi matete akasimba anoshandiswa kuita...mukashuMukashu muti unogona kusvuurwa makavi.mukateMukate ihari huru inobikirwa sadza.mukatiinsetmukedhemuMukedhemu muti unomera munzvimbo dzinonaya mvura zhinji...mukeyoMukeyo mudziyo unotakurirwa doro kubva paranga richinwirwa...mukindingiMukindingi mutambo unoitwa kazhinji kumamishmukiraKana munhu akamukira kuita chimwe chinhu anenge atanga...mukirasiclassroommukirwaKusutswa.mukisaKana uchimukisa munhu unenge uchimubvunza kuti avata...mukiwaMukiwa munhu ane ganda jena uye ane madziteteguru ake...mukoMuko mutemo unoti ukakanganiswa pane chakaipa chinozoitika...mukofoMugwada.mukohweMukohwe imbesa dzinenge dzawanikwa mushure mekubvisa...mukohwiharvestermukokeriMukokeri munhu anotungamira mombe dzinenge dzakabopwa.mukokobeehivemukomaeldermukomanaboymukomasikanaUyu musikana wawakaberekwa naye mudumbu mumwe asi ari...mukombatendiMuchiuto mukombatendi munhu anenge aine basa rekurwa...mukombecupmukomberanwaUyu munhu anotyisa chaizvo pakurwa.mukomberwaMukomberwa muti unomera munzvimbo dzine mvura zhinji...mukondecactusmukondekondeUrwu rudzi rwemuti wakaita mupfupi unoita mapazi akawanda...mukondomberaChinhu chinouraya vanhu vakawanda.mukonimukonikonidragonflymukonomalemukonyaKana munhu achinzi ane mukonya anenge asingateereri kana...mukonyoraMukonyora munhu asingafarirwi nevamwe pamusoro pemabasa...mukonzaMukonza muti unobereka vana vakada kufanana nemaranjisi.mukopeMukope inguva dzemanheru zuva richangovira.mukopokopoKana munhu akanzi anopona nomukopokopo anenge achiwana...mukoreMukore inguva yokurarama kwevanhu inenge ichitaurwa...mukorongaMukoronga mugero unocherwa kuti ufambise mvura...mukosiMukosi itambo yakarukwa nemakavi.mukosvoMukosvo muti unowanzomera panzvimbo ine mabwe, unobereka...mukotinasimukotolanemukotosiMukotosi munhu ane makaro, anotarisira kupihwa doro...mukotsveriMukotsveri munhu anochengeta vanhu vasati vava kugona...mukovaMukova panhu panovhurika, nekuvharika panopindwa...mukoveMukove inyemba nyoro dzinobikwa dziri mumakwande adzo.mukowanaMukowana muti unokura zviri pakati nepakati, unobereka...mukoweMunhara.mukristuChristianmukubvuroMukubvuro idanda rakaiswa chinhu chakapafamara mberi...mukudzaMukudzajende.mukudzitiMukudziti muti wakaomarara une minzwa yakasimba...mukumaMushaba.mukumbatiMukumbati idivi romukati memadziro eimba.mukumbiMukumbi chaunga chavanhu vanenge vari panhu pamwe.mukumepollenmukunaMukuna munhu anenge asina kupfeka kana chii zvacho.mukundaMukunda mwana wechisikana.mukundiconquerormukundoMukundo kuita zvinhu zvisingafadze vamwe pamusana pekuti...mukunduMukundu kufamba munhu asina kupfeka.mukungundeMukungunde munhu kana mhuka ine mumhu mukuru chaizvo.mukunguruMukunguru itsvina yomunhu inobuda yakaomarara ichibva...mukureMubvakure.mukurucaptainmukuru wechikoroprincipalmukurukurispeakermukurumbiranotoriouslymukurumukuruUyu munhu ane chinzvimbo choutungamiri chiri pamusorosoro.mukuteMuchero unodyiwa mutema (water berry).mukutuMukutu mudziyo wakada kuita segaba, waiberekwa kumusana...mukuwashason-in-lawmukuwashanyinaKana murume achiti mumwe mukuwashanyina wake anenge...mukuwoMukuwo urefu hwenguva iri pakati pezviitiko zviri.

Everything here, offline, in your pocket.

The full dictionary, every proverb, all sixty totems and the riddles. No data, no ads, no account.

Get it on Google PlayDownload on the App Store