KwaunobvaDuramazwiMmujekwa

Duramazwi · zita

mujekwa

Zvinoreva

Mujekwa ivanga rakareba rinenge richiratidza kuti munhu arohwa kana kuti achekwa.

1

Mamwe mazwi ane M

M

Duramazwi

01 / 03

mujenya

Mujenya kukandira hakata kunoitwa nen'anga pachitsvakwa kuonekwa honzeri yezvinenge zvichinetsa vanhu.

Verenga

Swipe for the next word