KwaunobvaDuramazwiMmujibha

Duramazwi · zita

mujibha

Zvinoreva

Munguva yehondo yechimurenga, mujibha aiva musori aifamba asina pfuti, aitumwa nevarwi verusununguko kundosora mafambire emuvengi.

1

Mujibha ndemamwe matambirwo aiitwa, munhu achirovera tsoka pasi zvichirira kunge mbama.

Kana munhu achinzi mujibha anenge ari munhu asina kukosha pane zvinenge zvichiitwa, asi achingotumwa naivo vacho vakakosha.

2

3

Mujibha ndemamwe matambirwo aiitwa, munhu achirovera tsoka pasi zvichirira kunge mbama.

Mamwe mazwi ane M

M

Duramazwi

01 / 03

mujinjiziri

Mashoko ekuzvininipisa papfuvura.

Verenga

Swipe for the next word