KwaunobvaDuramazwiMmujoza

Zvinoreva

Mujoza ijaya rinopfeka zvipfeko zvechimanjemanje.

1

Mujoza ijaya rinopfeka zvipfeko zvechimanjemanje.

Mujoza ijaya rinopfeka zvipfeko zvechimanjemanje.

Mujoza murume wechidiki anogara akatsvinda, akangwarira zvinhu asi dzimwe nguva asinganyatsoonekwa kururama kwetsika dzake.

VaMujoza vakasvika kunze kwatoti zvii kusviba vii.

2

Mujoza murume wechidiki anogara akatsvinda, akangwarira zvinhu asi dzimwe nguva asinganyatsoonekwa kururama kwetsika dzake.

Zvakafanana

mufero · mujita · joza

Mamwe mazwi ane M

M

Duramazwi

01 / 03

mujubheki

Mujubheki izita rinopuwa chero munhu anozodzoka kumusha amboenda kundoshandira kuJoni akagarako kwenguva yakareba.

Verenga

Swipe for the next word