Duramazwi01 / 03mujukuMujuku imvura ine madhaka inenge yasara iri shoma kana zvakaita sedziva kana dhamhu zvava kupwa.Verenga→
Duramazwi02 / 03mujumbuyaMujumbuya muti unorimwa, kazhinji pamusha, une midzi inodyiwa uye mashizha anogona kubikwa somuriwo.Verenga→