Duramazwi · zita
Zvinoreva
Mujumbuya muti unorimwa, kazhinji pamusha, une midzi inodyiwa uye mashizha anogona kubikwa somuriwo.
1

Matapwa muriwo wemashizha omujumbuya anotanga atswiwa ari manyoro.
2
Mujumbuya chidyiwa chakaita sembambaira, chinokurira muvhu uye chinotanga chabviswa moyo chisati chadyiwa. Mwoyo womujumbuya haudyiwi nokuti unonzi unouraya kana ukaudya.
Zvakafanana
mufarinya · chinangira · musambwarara
Mamwe mazwi ane M
MDuramazwi
01 / 03mujuru
Muchenje.
VerengaSwipe for the next word