Duramazwi · zita
Zvinoreva
Mujuku imvura ine madhaka inenge yasara iri shoma kana zvakaita sedziva kana dhamhu zvava kupwa.
1

Mamwe mazwi ane M
MDuramazwi
01 / 03mujumbuya
Mujumbuya muti unorimwa, kazhinji pamusha, une midzi inodyiwa uye mashizha anogona kubikwa somuriwo.
VerengaSwipe for the next word