Duramazwi · zita
Zvinoreva
Mujenya kukandira hakata kunoitwa nen'anga pachitsvakwa kuonekwa honzeri yezvinenge zvichinetsa vanhu.
Mujenya kamuseve kanoshandiswa pamutambo wemadhatsi.
1

Aipopota zvikuru tichienda kun'anga asi mujenya wakasvikobata mai vake.

2

Mamwe mazwi ane M
MDuramazwi
01 / 03mujeri
penal
VerengaSwipe for the next word