Duramazwi · zita
Zvinoreva
Mukaramba inzira yokutaridza kunyunyuta inoitwa nevanhu vakawanda, vachirega kuita zvavanenge vanzi vaite nomukuru kwavari.
1
Mukaramba inzira yokutaridza kunyunyuta inoitwa nevanhu vakawanda, vachirega kuita zvavanenge vanzi vaite nomukuru kwavari.
Mukaramba kuteerera zviri mubumbiro kunyange muri pamusha penyu munenge mapara mhosva kunyika baba.
Vana imi, kana mukaramba muchiita mheremhere, ndinokuendesai kwachitovamapenzi mugodzokako madzikama.
Baba vakati, *mukaramba muchirova mwana munomutindivadza*.
Mamwe mazwi ane M
MDuramazwi
01 / 03mukaranga
Mukaranga mukadzi kana vakadzi vanoteerera mukuru pabarika.
VerengaSwipe for the next word