Duramazwi · zita
Zvinoreva
Mugaka ndeimwe yembeswa dzinorimwa muZimbabwe inotanda zvingaite mamita maviri uye ichiita vana vanodyiwa semichero. Mimwe migaka inoita vana vane minzwa asi mimwe inoita vasina kana mumwe chete.
1

Zimunzwa rakati dhovho richipinda mugaka.
Zvakafanana
mugagachinga · mukukamba · mushonja · mutete · murakaraka
Mamwe mazwi ane M
MDuramazwi
01 / 03mugamuchiri
receiver
VerengaSwipe for the next word