Duramazwi · zita
Zvinoreva
Mugamutirii muti unosimwa nechinangwa chokuitisa nhungo kana mapuranga.
Mugan'acha muti unomera mumakomo, une ganda gobvu, wakareba zviri pakati napakati uchibereka vana vanotaridzika sesambasi vanodyiwa.

Mamwe mazwi ane M
MDuramazwi
01 / 03muganhiri
Muganhiri munhu anongopindira munyaya dzisiri dzake uye dzaasinei nadzo.
VerengaSwipe for the next word