Duramazwi · zita
muganhu
limit · boundary
Duramazwi · zita
limit · boundary
Muganhu ndipo panoperera kana kugumira nzvimbo kana chimwewo chinhu.
Muganhu ndipo panoperera kana kugumira nzvimbo kana chimwewo chinhu.
Chikende igomba rinocherwa nechinangwa chokuisira mbambo dzinotara muganhu womunda.
Muganhu ndipo panoperera kana kugumira nzvimbo kana chimwewo chinhu.
Kutsaurira kana kudimurira muganhu wechimwe chinhu (to delimit).
Duramazwi
01 / 03muganyirwa
Muganyirwa inzira yokusungira siketi muchiuno kuti isadonha.
VerengaSwipe for the next word