Duramazwi · zita
Zvinoreva
Mugaisi munhu anoita basa rokukuya chibage nedzimwewo mbesa dzakasiyana-siyana, achishandisa muchini.
1

Kana musoro wemugaisi wakati mbu-u unenge wakazara upfu, wakachena.
Mamwe mazwi ane M
MDuramazwi
01 / 03mugaiwa
Hupfu hwekugaiswa mushina usina kunatswa (straight-run meal).
VerengaSwipe for the next word