Duramazwi · zita
Zvinoreva
Mukanya kutaura munhu achisimbisisa zvaanotaura, nechinangwa chokuti vanhu vateerere zvaanotaura nyange vasingadi.
1

Murehwa chimwe chidao chevaera Soko, vanonzi zvakare Mukanya.
Mukanya chidao chevanhu vanoera mutupo weSoko Murehwa.
Mukanya kutaura munhu achisimbisisa zvaanotaura, nechinangwa chokuti vanhu vateerere zvaanotaura nyange vasingadi.
2
Mukanya chidao chevanhu vanoera mutupo weSoko Murehwa.
Mamwe mazwi ane M
MDuramazwi
01 / 03mukanyiwa
dough
VerengaSwipe for the next word