Duramazwi · zita
mukanwa
toothless · palate
Duramazwi · zita
toothless · palate
Mukanwa mukati memuromo munotsengerwa chikafu.
Mukanwa mukati memuromo munotsengerwa chikafu.
Mumwe munhu airohwa akabva mazino mukanwa.
Mukanwa mababa muri kubuda ropa.
Masuka mukanwa bere harirariri chipashupashu.
Kana munhu achinzi ane mukanwa anenge achingofarira zvokudya tunonaka. Chi-kwati ane mukanwa chaizvo zvekuti kana achidya anoda tumhiripiri nechii nechii.
Kuva nepamukanwa kuve munhu anodenha kana anotaura zvinogumbura nguva zhinji.
Duramazwi
01 / 03mukanya
Mukanya kutaura munhu achisimbisisa zvaanotaura, nechinangwa chokuti vanhu vateerere zvaanotaura nyange vasingadi.
VerengaSwipe for the next word