Duramazwi · zita
muingi
muhingi
Duramazwi · zita
Chidhindo chitsikiso chine mavara akavezwa pachiri, chinonyikwa muingi chotsimbirirwa pabepa kuti mavara abude.
muhingi
Duramazwi
01 / 03muinifoma
Muinifoma munhu anoongorora vanhu vanotadzisa vamwe kugara zvakanaka munzvimbo ozotaurira mapurisa pachivande.
VerengaSwipe for the next word