KwaunobvaDuramazwiMmugariwenhaka

Duramazwi · zita

mugariwenhaka

heiress · heir

Zvinoreva

Uyu munhu anosarudzwa kuti asare achichengeta mhuri nepfuma yomukoma, sekuru, muninina kana imwewo hama inenge yashaya.

1

Uyu munhu anosarudzwa kuti asare achichengeta mhuri nepfuma yomukoma, sekuru, muninina kana imwewo hama inenge yashaya.

Mamwe mazwi ane M

M

Duramazwi

01 / 03

mugayisi

Mugayisi munhu anokuyira vanhu mbesa dzavo mumuchina.

Verenga

Swipe for the next word