KwaunobvaDuramazwiM 2

Duramazwi

Mazwi ane M.

3433 Shona headwords beginning with M, each with its English meaning, Shona explanation and example sentences.

Peji 2 pa14

magetsielectricalmagiMagi ikomichi hombe yedhaka kana simbi, inonwirwa zvinwiwa...maginetimagnetmagiraziglassesmagirovhosiglovesmagitareKana vanhu vachiti vaitamba _magitare_ vanenge vachireva...magoMago idoro rinopiwa kumasadunhu nevanhu vawo pamhemberero.magoboMagobo ibasa rekutema miti nokubvisa zvigutswa zvemiti...magogoMagogo chido chakasimba chokuda kuita chimwe chinhu.magomeMagome usimbe hwemunhu anenge achida zvekutuma-tuma vamwe...magondyaMagondya uswa hwakapfavisisa hwaiputiriswa vana...magonyoKana danda richinzi rine magonyo rinenge risina...magorogodoKana mugwagwa uchinzi une magorogodo unenge usina...magoveroMagovero maitiro anoita munhu kana achipa vanhu zvinhu...magufuInzenze yerubatsiro kure.magumbuMagumbu itsika yekungotaura zvose zvose, nezvausingafaniri...magumeteMagumete munhu anoita zvinhu zvisina unhu.magumoendmagureChingure.magutacitiesmaguvaMaguva mafunurwa echibage anoraswa kana chatswiwa...magwamaMagwama michero inoberekwa nezvimiti zvinokura...MagwaroscripturallymagwedeMagwede munhu anofarira kuita zvinhu zvinopinza vamwe...magwededeMagwedede mushonga unoita kuti munhu agone kuita masaramusi.magwendereMagwendere ndezvinosungirwa patambo kuti zviite ruzha...magwereChibage.magwetalawyersmagwiririMagwiriri kufema kune karuzha mukati, kunoitwa kazhinji...mahanyaMahanya kudya kwagadzirwa nehacha nyoro dzakatswiwa.mahapaMahapa mashizha mahombe, ane ruvara rwegoridhe, anokura...maharaKusavapo kwemuripo.maharandweMaharandwe ndezvinomera pakaita paruware panoerera...maheuMaheu chinwiwa chinokanyiwa nesadza nemvura, chozoiswa...mahewuChinwiwa chinovhiya chakasanganiswa ne hupfu...mahindekindeIzvi zvinhu zvisina kurongeka zvakanaka, kazhinji zvine...mahobhoMahobho izwi rekutsvinya rinodaidzwa munhu anoita basa...MahobieyebrowsmahofisiofficesmahohohoMahohoho kutaudzana, zvikuru kune ruzha mukati.mahohondeKana zvinhu zviri mahohonde zvinenge zvakawanda...mahombekombeshoremahomonihormonesmahon'eraIzwi gobvu.mahonyeraInzwi rinoshandisirwa pakutsaurira mufaro.mahoterahotelsmahuduUkaona gudo rotota mahobi, woziva kuti mubvumbi wabvira...Mahumbwechildren's role-play game, playing housemahuvangaMahuvanga itsika yokukumbira chipo kubva kuna mbuya kana...mahwambaMahwamba muripo unobhadharwa kuhama dzasahwira wako...mahwandaMahwanda chirwere chinobata n'ombe dzichizvimba...mahwanguMahwangu ibota rinobikirwa muhari tsva isati yambobikirwa...mahwidiMahwidi idoro shoma rinongobikirwa murume nomukadzi wake.mahwindowindowsmahwinyaMahwinya mamino ehembe ayakasonwa inawo. Akatenga hembe...maimatermai vembaUyu munhukadzi akaroorwa anenge achitotarisirwawo kuti...maibveibveMaibveibve muchero wava kuda kusvika, unenge...maiguruaunt (maternal)maikorofonimicrophonemaikorosikopumicroscopemainasiMainasi chiratidzo chinoshandiswa mumasvomhu chinonyorwa...maindasitiriindustrializationmaIndiaindiansmaininistepmothermainjiniyaengineersmaipiswaKana munhu achinzi ane maipiswa anenge achiti kana akabika...mairamilemaisiriMaisiri munhu anogona kugadzira-gadzira zvinhu zvisiri...maitakanu. Mazvita.maitiroattitudemaizaKana munhu achimaiza anenge aenda kumunda kana kumwewo...majandurwaMajandurwa chibage chichakapfava chisingagozhi kutsenga.majarinimargarinemajaziMajazi zvipfeko zvakasiyana zvinotengerwa vabereki...majeejokesmajenyaMashoko anotaurwa panguva yerubatsiro.majerasiMajerasi maitiro ekusafarira kubudirira kwemumwe munhu.majiKana wakarara maji unenge wakazorora musana urimajinigeneticmajinyaMajinya magufu anosara pabviswa mafuta muzvinhu zvakaita...majodaMajoda chirimwa chinoita zvekutambarara chinobereka vana...majoinijointsmajukwaMajukwa mutambo unoitwa paine doro vanhu vachidzana...MakacheckoffmakadhicardsmakadiiIri izwi rinoshandiswa kubvunza munhu mufaro mushure...makakatanwatensionmakakoMakako mushini wekudhonzesa nawo. Hembe dzinotakurwa...makambanicompaniesmakameracamerasmakamuriroomsmakanaKana vanhu vakamakana vanenge vasingapindirani, va-makandirwaMakandirwa imhanga yedoro yapiswa ikaiswa mubvuwira...makandoMakando rudzi rwebhasikiti rakagadzirwa netsanga, rine...makangazhanwaKana vanhu vachiita makangazhanwa vanenge vachitaura...makaniMakani inguva yegore pakunenge kwava kutanga kuoma mushure...makanikamechanicmakanyaKana munhu achiita zvamakanya anenge achiita zvaanoda pana...makanywadoughmakapucupsmakara asionaniKana vanhu vachinzi makara asionani vanenge vachivengana...makaramuMakaramu isimbi dzapagejo dzinobata vhiri...makararwaMakararwa mate anenge aine dzihwa anowanikwa pahuro...makareMakare inguva yakapfuura kare yairaramwa nemadzitateguru.makarekareIdzi inguva dzemadziteteguru dzakapfuura kudharadhara.makarogluttonymakasiMakasi makadhi ekutambisa mutambo wenjuga.makataMakata inzvimbo yakakwirira inokwidza nenzira ichibva...makatoMunhu ane makato anenge asingadi kuita basa nemazvo...makatutsiraKana munhu achitaura makatutsira anenge achiwedzeredza...makei(manje) Makei izwi rinoshandiswa nevechidiki kureva kuti...makekecakesmakemikarichemicalmakendurucandlesmaketanichainsmaketiMaketi inzvimbo inosangana vanhu vachitenga...makiraKumakira munhu basa kukurumidza kumuudza nezvechinzvimbo...makirabhuclubsmakiriraKumakirira munhu kumuteya kuti angoita kamhosho...makiromitakilometersmakisiMakisi zvibozwa zvinopiwa mwana wechikoro nomudzidzisi...makobvu nemateteKana munhu akanzi akaudzwa makobvu namatete anenge...makodzeromeritmakohorebloodshedmakokoMakoko isadza rinosara rakanamatira mupoto kana munhu...makolonicoloniesmakombaholesmakomba makombaKana mumugwagwa mune makomba makomba munenge mune mabhambu...makomberwaMakomberwa idoro raunochengeta panhimbe, uchiti...MakombiyutaantigovernmentmakomboraMakombora mabiko anoitwa nevanhu vashoma panenge pazvarwa...makomboreroIzvi zvinhu zvakanaka zvinoitika kumunhu, zvinotenderwa...makomomountainousmakonacornersmakondoeaglesmakonyaMakonya munhu anoda kuzviita mukuru asi iye asina simba...makonyelarvaemakonyongaMakonyonga kupindana-pindana nokukupesanapesana kwavanhu...makonzomicemakopeMakope kunzwa kuda kurara zvakanyanya.makopicopiesmakoreagesmakore gumidecademakore zanacenturymakorejicollegesmakorokotoKuita munhu makorokoto kumupembedza pane zvaanenge aita...makorwaMakorwa mukaka wokutanga unobuda kana n'ombe ichangobereka.makotoMakoto marara anosara panopurwa rukweza, anogona...makristasicrystalsmakuhwagossipingmakukukuMakukuku idutu ravanhu kana mhuka dzakawanda zvinenge...makukurwaMakukurwa marara akaita sezvitanda, mauswa kana mashizha...makukuteMakukute munhu anenge anae tsika yokuti chose chaaona dai...makumbeMakumbe munhu anongofamba achingotora chose chaanokwanisa...makumbiMakumbi munhu, kazhinji wechikadzi, anobatsira n'anga...makumbolegsmakumitensmakumi emakoredecadesmakumi manafortymakumi mashanufiftymakumi matanhatusixtymakumi matatuthirtymakumi maviritwentymakunakunaincestmakundangundaKana mari ichinzi makundangunda inenge yakawanda chaizvo.makundanoMakundano kumhanya kana kuita chimwe chinhu makawanda...makungwaseasmakuniMunguva dzegore makuni inguva yakunenge mwaka wemvura...makunun'unuKana nyaya ichinzi makunun'unu inenge ichitaridza kuti...makunzindinziUyu munhu anoshuvira kuva pamusoro pavamwe achida...makuriswaKana mwana achinzi ane makuriswa anenge aine chivhu...makuroMakuro rudzi rwedzvinyu rine musoro webhuruu nomuviri...makuseniMangwanani.makushewoolmakuvagravesmakuweMakuwe ishiri ine tumakumbo turefu inonzi ukasvika pedyo...makuwendeapplausemakuwerereZviitwa zvepamusoro pano ruzivo.makuyiroMakuyiro ihari yedoro inopiwa vakakuya mumera wakabikisa...makwaMakwa kuuchira kunoita vanhu, vachifarira kana kukurudzira...makwabvuKuita makwabvu kupukunyuka kupinda munjodzi napaduku-duku.makwatiMakwati makanda anowanikwa pamiti.makwatoMakwato itsika yokudya kumba kusiri kwako, iwe usina...makwenedandruffmakwenuMakwenu tukoko tuchena turi mumusoro, tunokonzerwa nokufa...makwikwicompetitionmakwininiMakwinini rudzi rwemapiritsi anorapa marariya.MakwiramitiMakwiramiti chidao chavaera Shoko chinotsanangudza katsika...makwishuKana zvichinzi nhasi kumakwishu zvinenge zvichireva kuti...mama(nyadzo) Kumama kuburitsa tsvina nekumashure komuviri.mamaiMamai madzimai makuru anenge achiremekedzwa padoro...mamairamilesmamakisigradesmamaredhiMamaredhi rudzi rwejamhu rinogadzirwa nemaranjisi.mamashiraKumamashira kubatirira pane chimwe chinhu zvakasimba.mamataKana zvinhu zvichidirwa mumudziyo zvikati mamata, zvinenge...mambakuriraIyi inguva apo kunze kunenge kuchakasviba kwava kuda...mambakwedzaDawnmambaraMambara munhu ane misikanzwa kana chitsotsi, anogara...mamberuMamberu maitiro okunyepera kuva wokwaMwari kana munhu...mamboemperormambokadziqueenmambondiniMambondini munhu asingatenderi vamwe vanhu kuti vataure...mamburenetmameraMamera zviyo zvakanyikwa mumvura zvikamera, zvinobikiswa...mamesejimessagesmamhanzuMamhanzu upfu hune zvimedu zvakawanda zvechibage kana...mamhepoMweya wakaipa.mamhororodziMamhorodzi.maminiminiIchi chiititiko chinoshamisa chaizvo. Chaminuka, teteguru...MaminitsiminmaminoKana siketi ine mamino inenge yakapetwa-petwa nenzira...mamiriroconceptmamiriro ekunzeweathermamiriro ezvinhucircumstancesmamiriyonimillionmamitametersmamiziyamumuseumsmamongimonksmamorekurumoleculesmamukoMamuko kubvunzana kunoita vanhu kuti mumwe nomumwe arara...maMuslimmuslimsmamvirinyinyimutsikiro unoteedzera zvakaita makumbo ake.mamviviMamvivi mambava anoita paganda romunhu.mamvuraMamvura munhu anoturikira pakati pevanhu vapenyu...mamvuriMamvuri mweya yakaipa inokonzera urwere, kana kuti...mamvurututuInzwi rerunyararo mumatambudziko.mamvututuMamvututu ndezvakaita zvimabhora zvinobuda mumvura inenge...Man'acracked heelsman'an'aMan'an'a makomba makomba nekakukweshera kanenge kari...man'aran azhaKana chinhu chiine man'aran'azha chinenge chisina kuserera...man'ombeMan'ombe idoro rinopiwa vanhu vachizobhadhara mari yacho...man'unuMan'unu mahon'era ekunyunyuta anoitwa nemunhu senzira...manamannamanakirotastemananaManana chiitiko chidiki, chinoshamisa dzimwe nguva...mandawaxmandadzokaMandadzoka muripo unobhadharwa kunashe nomunhu akambenge...mandakuraMandakura imari inobviswa nomwanakomana kuna baba...mandanaKumandana kuoma kunoita mafuta kana mvura, zvichi-omarara...mandaudziMandaudzi imbudzi hadzi inongozvara nyenye imwe chete...mandetiRayiro pamutemo.mandikurumidzeUku kuita zvinhu uchikasira asi usingaiti nemazvo...mandimireMandimire kuramba munhu achishingirira kuita chinhu chimwe...mandinonokeUku kuita basa zvishoma zvishoma nechinangwa chokuti...mandionerepiUyu munhu mupfupi chaizvo.mandiririUku kuita chimwe chinhu chaizvo, kusvika kwekupedzisira...mandoMando chinhu chokupedzisira chokuti kana munhu akakupa iye...mandorokwatiIchi chinhu chaichoicho chisiri chekunyepera. Tinoda...

Everything here, offline, in your pocket.

The full dictionary, every proverb, all sixty totems and the riddles. No data, no ads, no account.

Get it on Google PlayDownload on the App Store