KwaunobvaDuramazwiMmakwikwi

Duramazwi · zita

makwikwi

competition · competitiveness

Zvinoreva

Makundano.

1

Makundano.

Tadiwa aive aripo pamubhedha misodzi ichiita makwikwi ekudzika neake matama.

Pashoo vana sapurazi vakaita makwikwi okuona aiva nen'ombe dzakakora kupfuura dzavamwe.

Vana vanoita makwikwi e-haijambu kuchikoro.

Mamwe mazwi ane M

M

Duramazwi

01 / 03

makwinini

Makwinini rudzi rwemapiritsi anorapa marariya.

Verenga

Swipe for the next word