Duramazwi
mama
-dhota-bhucha
Duramazwi
(nyadzo) Kumama kuburitsa tsvina nekumashure komuviri.
(nyadzo) Kumama kuburitsa tsvina nekumashure komuviri.
Mama ndaivaona saka ndakashingirira kuvhura ndichibva ndavhara bulger ndokukiya.
Mhosva yacho iri yekuti mama vaive vandizvara nabamkuru murume wamaiguru ivava.
Pakazomuka mama nevasikana vavo taive tatopedza kubika breakfast namother vaye.
-dhota · -bhucha
Duramazwi
01 / 03mamai
Mamai madzimai makuru anenge achiremekedzwa padoro rokupira, kana panoroorwa munhu.
VerengaSwipe for the next word