KwaunobvaDuramazwiMmagorogodo

Duramazwi · zita

magorogodo

mabhambo

Zvinoreva

Kana mugwagwa uchinzi une magorogodo unenge usina kutsetseka zvokuti motokari kana ngoro zvinofamba zvinenge zvichijata.

1

Kugojoma kuita ruzha sezvinoita ngoro inofamba pamagorogodo.

Zvakafanana

mabhambo

Mamwe mazwi ane M

M

Duramazwi

01 / 03

magovero

Magovero maitiro anoita munhu kana achipa vanhu zvinhu zvakaita sehembe dzemufi parufu.

Verenga

Swipe for the next word