Kwaunobva/Duramazwi/M/magwama
Duramazwi · zita
Magwama michero inoberekwa nezvimiti zvinokura zvichitandira.
Duramazwi
Magwaro
scripturally
magwede
Magwede munhu anofarira kuita zvinhu zvinopinza vamwe mumatambudziko.
magwedede
Magwedede mushonga unoita kuti munhu agone kuita masaramusi.
Swipe for the next word