KwaunobvaDuramazwiMmahohoho

Zvinoreva

Mahohoho kutaudzana, zvikuru kune ruzha mukati.

Mahohoho munhu anotaurisa zvakanyanya.

1

Mahohoho kutaudzana, zvikuru kune ruzha mukati.

Mahohoho kutaudzana, zvikuru kune ruzha mukati.

2

Mahohoho munhu anotaurisa zvakanyanya.

Mahohoho kutaudzana, zvikuru kune ruzha mukati.

Zvakafanana

mheremhere · hohoho

Mamwe mazwi ane M

M

Duramazwi

01 / 03

mahohonde

Kana zvinhu zviri mahohonde zvinenge zvakawanda zvokupfurikidza zvinodiwa kana zvinotarisirwa.

Verenga

Swipe for the next word