KwaunobvaDuramazwiMmamvirinyinyi

Duramazwi · zita

mamvirinyinyi

Zvinoreva

mutsikiro unoteedzera zvakaita makumbo ake.

1

mutsikiro unoteedzera zvakaita makumbo ake.

Kana zvinhu zvakaita mamvirinyinyi zvinenge zvakangozara-zara pese pese zvisina kurongedzwa zvakanaka.

Zvakafanana

mateya

Mamwe mazwi ane M

M

Duramazwi

01 / 03

mamvivi

Mamvivi mambava anoita paganda romunhu.

Verenga

Swipe for the next word