KwaunobvaDuramazwiMmajinya

Duramazwi · zita

majinya

Zvinoreva

Majinya magufu anosara pabviswa mafuta muzvinhu zvakaita senzungu.

1

Majinya magufu anosara pabviswa mafuta muzvinhu zvakaita senzungu.

Majinya magufu anosara pabviswa mafuta muzvinhu zvakaita senzungu.

Mamwe mazwi ane M

M

Duramazwi

01 / 03

majoda

Majoda chirimwa chinoita zvekutambarara chinobereka vana vakafanana nemanhanga vanodyiwa muto unenge uri mukati.

Verenga

Swipe for the next word