KwaunobvaDuramazwiM 12

Duramazwi

Mazwi ane M.

3433 Shona headwords beginning with M, each with its English meaning, Shona explanation and example sentences.

Peji 12 pa14

musharuMusharu rudzi rwemuti wakapfava uchitepukira unorukisa...musharukwaMusharukwa munhurume anenge akura chaizvo pazera uye aine...mushasheMushashe mutambo wekusuma kushandiswa kwerukweza...mushateMushate ibota detedete rinodyiwa risina shuga kana munyu.mushatiMushati muti unoita maruva madiki ane ruvara rweshora...mushauriMushauri munhu anotungamirira vamwe pakuimba, anotanga...mushavaMushava muti wakatsvukuruka usingaveswi kana kudziyiwa...mushayahamaMunhu anonzi mushayahama anenge asina vorudzi kana voukama...mushayahanyaMushayahanya mushonga waidyiswa vechidiki kare kare kuti...mushayamhandaAka kamuti kakada kufanana negavakava, kanofenurwa...musheTinoshandisa mushe kana tichidavira munhu anenge...mushecheMusheche ivhu rine mabandi makuru, rinowanikwa rakawanda...mushengereMushengere muti une mashizha akapamhama kuzasi kwawo...mushezaMusheza muti une maruva unowanikwa munzvimbo dzakakwirira.mushinaMuti wezviwanikwa.mushindaMutonje.mushingiadventurermushinhiMushinhi munhu anofarira kukuvadza kana kukanganisa...mushiniChishandiso chinoshandiswa kuita mitoro mazhinji panguva...mushiningaMushininga ibasa rakaoma uye rinorwadza, rinenge richiitwa...mushiraraMushirara muti unovezeswa mipini yemapadza, masanhu...mushishiKana chinhu chikanzi mushishi kureva kuti chinenge chiri...mushishimiMushishimi mwana anonetsa uye anoonererwa kazhinji kana...mushizeMushize muti unoreba kusvika kumamita mashanu unoita...mushomaextractmuShonaMuShona munhu anotaura ChiShona somutauro wamai vake.mushongaantidotemushonga unorwisa mabhakitiriyaantibioticmushonga wemusanaUyu muti unodyiwa kana kunwiwa nevanhurume unonzi unoita...mushongoMusambarahwa-hwa.mushongotiMushongoti imhodzi dzembeu dzinoita vana vadiki, kufanana...mushoperiMushoperi munhu ane shavi rinokwanisa kuona zvakawandika...mushopwiMushopwi munhu anenge arasikirwa nezvinhu zvake zvose.mushoreShuramurove.mushoriwaMushoriwa munhu anogarotarisirwa pasi pane zvose zvaanoita.mushozhowaMushozhowa muti une mashizha akaita seakatsvukuruka...mushukuMuzhanje.mushumboMushumbo kudokwairira kunoita munhu kurara nemumwe...mushumhaMushumha muti mukuru wakapfumvutira, unobereka shuma...mushumiriMushumiri munhu anoita zvinodiwa naMwari kana kuti...mushunaMunyeplu.mushunjeMushunje ihari yedoro inosiyiwa kuguva mushure mekutsvaira...mushurwiMushurwi munhu ane muturu mudiki chero zvazvo achinge ane...mushushiMushushi munhu anoshungurudza vamwe nekuvakanganisa ugaro...mushwatiMushwati muti wakaomarara une mashizha matete marefu...mushwavoMushwavo chikwenzi chinoita mapazi akawanda, anoita...mushwehwaMushwehwa rudzi rwechipfeko chinoiswa rekeni muchiuno kuti...mushwinudemusiMusi inguva inobvira mangwanini vanhu vachimuka kusvika...musikamarketmusikanadamselmusikana anoshanda mumbamaidmusikanzwaMusikanzwa kuramba kutevedzera zvakanaka zvaunofanirwa...MusikarudziUyu munhu wakarekare anonzi ndiye akazvara marudzi...musikavakadziIyi mishonga inoita kuti vasingazvare vakwanise kuzvara.musikicreatormusikisaMusikisa wepoto chisimba chakareba kana chidiki chikobvu...musimaMusima chipfeko chomucheno chinopfekwa nevakadzi pachipfuva.musimbatiMusimbati muti unoita mapazi akawanda nemashizha akaungana...musimbirakuteteKana munhu achinzi ndimusimbirakutete anenge ane tsika...musimbotiembodimentmusimbwaresistancemusimhaMusimha igomba rakadzika, rinocherwa nemajuru kana mbeva.musimwaMusimwa chibage chakura, chinodzurwa panhu...musindeMusinde munhu anotarisirwa pasi nekuda kwebasa kana...musindoMusindo ruzha kana maitiro okuda kurwa.musingatuskmusingwenaMusingwena mwena unocherwa muvhu nenyuchi kana mbeva.musingwinaMusingwina igomba guru rakadzika zvikuru.musinirwaMusinirwa mashizha manyoro anomera kubva pabura rakasarira...musinzwiMusinzwi munhu asingateereri zvaanoudzwa nevamwe.musioMushoko wekukumbira neruzivo.musipitiMusipiti muti wakareba chaizvo.musipoMusipo rudzi rwemuti unoita mashizha anobuda furo kana...musipwiMusipwi muti unoreba chaizvo, une hunde inotsveedzerera...musiraInzwi rinoshandiswa pakurega kwekukasika.musiringaMusiringa muti unokura nekukurumidza, unoreba, unoita...musisiMusisi mubato wepoto, badza kana demo.musisidzoMusisidzo inguva inombobvumidzwa mhuru kuti imwe kana...musiwaKana munhu chinzi musiwa anenge asina zvipfeko zvakakwana.musiwoMusiwo iburi rekupinda naro mumba kana munzvimbo...musiyaRuvara rutema nenzira yeruzivo.musiyanodichotomymusiyapadukuunderstatementmusiyiwaMusiyiwa munhu anenge afirwa kazhinji nevabereki, kana...musodzitearmusojasoldiermusokeriMusokeri munhu anogara kunyika isiri yechizvarirwa chake.musokosoMusokoso inhamo inenge yawira munhu zvichizokonzera kuti...musondyaMusondya muti une zvimashizha zvidiki zvitete, unonyanya...musongoraMusongora mutsipa wehuku kana shiri inenge yaurayiwa.musonitailormusonoseamlessmusonzwanaMusonzwana muromoromo wepfuti kunobuda nako namabara.musoperoMusopero ishamhu huru uye refu inoshandiswa kutinhisa...musorispymusorobeheadmusorobhanguKana munhu ane musorobhangu anenge aine musoro wakakurisa...musudzeMusudze ihari inochererwa uye kuchengeterwa mvura mumba.musudzoMusudzo mweya unoburitswa nemunhu nekumashure, unonhuhwa.musumbaMusumba kachigwenzi kane mashizha anonhuhwirira...musumbuMusumbu uswa hwakawanda, hwakasungwa pamwe chete.musumburumbuIzvi zvinhu zvakawanda zvinenge zviri pamwe chete...musumireportermusumoannotationmusumudzoMusumudzo imari inopihwa tezvara panopera zvirango...musundyuMusundyu inzvimbo inenge yakakwirira kudarika dzimwe...musungaMusunga idoro rinodhaka chaizvo rinobva pane rimwewo doro...musungotrapmusungudurwaUyu mwoyo weshomhwe unobuda usina kugurika pakutaka...musungwaprisonermusunziMunhu duku.musuodoormusurePanzvimbo iri kumashure (behind).mususuMususu muti unokura zviri pakati nepakati, unoshandiswa...musuvaChidimbu chesadza kana chimwe chikafu chinokanyiwa kuitira...musuwoentrancemusvasviMusvasvi rudzi rwemuti mupfupi une mapazi mahombe...musveNdinofamba shure kwemhuka kuitira kuzorodza (tail/musve).musviMusvi kunwa kunenge kwabviswa magufu kana masese, kwasara...musvingoMusvingo itambo yakakoswa, inogadziriswa uta, uye...musvinuMunhu musvinu anenge ane chimiro netsika dzakanaka.musvitaMusvita muti unowanzomera mubani wakafanana nomuonde, asi...musvitsaMusvitsa munhukadzi anenge achichata, anenge akapfeka...musvitsoMusvitso kamuti kanosvibira nguva dzose dzegore, kanoita...musvoMusvo munhu anenge asina kufukidza muviri wake nenhumbi...musvoboMusvobo inzungu yeshomhwe inenge yabuda zvakanaka isina...musvoiMusvoi rudzi rwe-mapfunde anoita upfu hunotapira pakubika...musvongodoMusvongodo ibundo rinoita chimudzi chakatenderera pasi paro.musvororoMusvororo munhu anenge akareba ari mutete.musvosvoMusvosvo chinhu chinoshandiswa pakugumha beto.musvotahavaKana munhu achinzi ane musvotahava anenge ari simbe huru.musvoviMusvovi munhu anobva panzvimbo pasina amuona kana waaoneka.musvukuMusungudurwa.musvungudurwaMusvungudurwa mwoyo weshomhwe unenge wabuda usina kugurika.musvuureMusvuure ihuku inososodzwa isina mamwe manhenga emumutsipa.muswaMuswa idoro rinenge ragara tumazuva ravira kusvika...muswaswaMuswaswa muti unotanda unobuda muto muchena uye unobereka...muswetailmuswedzwaMuswedzwa isadza rinenge rasara pakudyiwa mangwanani kana...muswereMuswere izuva rose, kubva mangwanani kusvika manheru.musweroMufambiro unogara vanhu nawo muupenyu (way of spending the...muswindaMuswinda kunge munhu usina kupfeka nhumbi.mutabvundaMutabvunda kahembe kemangamanga, kasingaonekeri, kane...mutadzievildoermutadzvaMutadzva mukaka wemombe wakakora, unosanganiswa nomutuvi...mutakaMutaka idhaka rinogezwa kana vanhu vachitsvaka goridhe.mutakatiraMutakatira muswere wezuva rose.mutakuracurrymutakurabereMusengabere.mutakuribearermutambaMutamba muti unokura zviri pakati nepakati, une hunde...mutambanevhuUyu munhu anoziva zvokurima chaizvo.mutambapadziriMunhu anonzi mutambapadziri ndeanenge akangwara zvikuru...mutambarakedecarefreemutambatuweKana chinhu chakaita mutambatuwe chinenge chiine ruvara...mutambavhuMutambavhu munhu anoenda kunogara kune imwe nyika asi...mutambicharactermutambi wegitareguitaristmutambi wengomadrummermutambikoMutambiko idanda rinoshandiswa nevanhu vaviri kana...mutambiriMutambiri munhu anoita basa rekugamuchira vanhu vanenge...mutambocomedymutambo we play stationplaystationmutamiMutami munhu anongogara achichinja-chinja pekugara.mutandaMutanda ndiwo musimboti webhasikoro, inova simbi...mutandangoziMutandangozi mushonga unowanikwa iri midzi...mutandanguMutandangu mutinhimira wengoma inoririsa zvikuru.mutandarikoIri idanda rinoshandiswa kuvhara padanga, pagedhe kana...mutandeMutande kuita kuti munhu ashaiwe zvinhu zvakamukodzera...mutandoMutando itsambo inogadzirwa nemhangwa nezvuma.mutangaMutanga imhuka dzakawanda dzinenge dzichifamba pamwe chete.mutangatsapiUku kutanga nokuitisana nhumbu kwavanhu vasati varoorana...mutangiMuvambi.mutanhaMutanha murebareba wenzvimbo yakakwirira asi isina kuenzana.mutanhomutanhuMutanhu chivakwa chamatanda chinoturikwa zvakaita...mutanoMunhu mutano ndeuya anenge asina zvirwere zvinomunetsa.mutapatapaIchi chipfeko kana chekugarira chakanyorova zvekutosvinwa...mutapeMutape munhurume anenge akura chaizvo pamakore okuberekwa.mutapiMutapi munhu anotora umwe munhu nechisimba, omushandisa...mutapoMutapo ivhu rinoshandiswa kuumba zvinhu zvakaita sehari...mutapwaMutapwa munhu anotorwa nechisimba, ova pasi peumwe munhu...mutararaMutarara muti wakaomarara unoita maruva machena nematavi...mutararoMutararo iwaya kana shinda inenge yakatandiwa kuti...mutareChifururo.mutariMutari munhu anosha-nyira vanhu vanorwara kana kurwarirwa.mutarikoMutariko iwaya kana tambo inenge yakatandiwa kuti...mutaririadministratormutarirodeferencemutarodelineationmutasvihorsemanmutatazhaKana mhuka ichinzi _mutatazha_, inenge yakakura pamumhu...mutatsiMutatsi munhu mutsva anouya kuzogara mudunhu.mutatuMutatu chidavado chekuruka tyava kana tambo, uchishandisa...mutatyaMutatya idatya rinenge richiri diki diki.mutaurispeakermutaurolanguagemutavaraMutavara mucheka waimonerwa kare, muchiuno, senzira...mutaviroMutaviro munhu anenge ari murefu uye akasimba.mutedeMutede wechiredzo kureba kwetambo kubva panheme kusvika...muteedzeriMuteedzeri mwana waamai vako anenge akazvara mumashure...muteererilistenermuteerifollowermutefutefuMutefutefu inzvimbo inenge yakanyorovera inenge...MutekedzaMutekedza izita raishe panova ipo pakabva nzvimbo...mutekenyimachinistmuteketeriMuteketeri munhu anovamba rwiyo, vamwe vachibvumira.mutemaMutema munhu ane ganda dema, akaita semuShona kana...mutemaregeUku kuurayiwa kwezvinhu zvakawanda, asi zvisingadyiwe...mutemboMunapukeni.mutemeMukwakwa.mutemocommandmentmutendaMutenda munhu anenge achirwara, asingakwanisi kufamba ega.mutendareveMutendareve munhu anongobvumirana nezvataurwa zvose...mutendekaMutendeka chigunwe choruoko chinoshandiswa kunongedza...mutendekiMutendeki munhu anovimbika nguva dzose.mutendeniMutendeni muti unowanikwa munzvimbo dzinonaya mvura...mutenderiMutenderi munhu anenge achibvumira mune zvimwe zvinhu.mutendibelievermutenganagudoIyi inzira yokutengeserana yokuti nyakutenga...mutenganoMutengano kupa mumwe chinhu, iye achikupawo chaunoda.mutengeranwaMutengeranwa mudziyo wakagadzirwa nezvinhu...mutengesiauctioneermutengibuyermutengocostmutenjeMutenje ijira remangamanga risina kunyanyosimba kana...mutenuMutenu inzvimbo inenge yakadzikira kana uchibva pakakwirira.mutepeMutepe muripo unobhadharwa kun'anga kuti ichitanga kuita...mutepfetepfeApa ndepokugara kana pokurara pakapfava, uye kunyorovera...mutepfutepfuIchi chinhu chakapfava chaizvo. Sofa iri mutepfutepfu...muterenheriKana munhu achinzi muterenheri anenge asina zvaanogona...mutereraMuterera kutadza kuzvara vana vanorarama kunoitwa...muteresiMuteresi munhu anoita basa rokutambidzwa mitero inenge...muterotariffmutetethinmutetenerwaIdzi inzungu dzakakangwa dzikaiswa munyu dzinodyiwa...muteuroinvocationmutevedzeriVicemuteveraMutevera mucheka murefu unomonerwa nevarume unosvika...muteverifollowermutewaMutewa muti une mashizha ane unye huchena pazasi pawo...muteyiMuteyi munhu anoshandisa madhibhura, mariva nezvimwewo...muteyoMuteyo mushonga unoshandiswa pakutsvaga muroyi pakati...mutezoparalyticmutitannedmuti usina zitaUyu muti unonwanikwa uchingova mumwe chete wakareba...mutibwaKana munhu akarara mutibwa anenge akawarira nekufuga jira...mutigidaMutigida ijira rinomonerwa navanhukadzi, rinobvira...mutikitivhadetective

Everything here, offline, in your pocket.

The full dictionary, every proverb, all sixty totems and the riddles. No data, no ads, no account.

Get it on Google PlayDownload on the App Store