Duramazwi · zita
Zvinoreva
Chidimbu chesadza kana chimwe chikafu chinokanyiwa kuitira kudyiwa (morsel/mouthful).
1
Chidimbu chesadza kana chimwe chikafu chinokanyiwa kuitira kudyiwa (morsel/mouthful).
Kutsvarangidza kupedzisa zvimuto zvinenge zvasara mundiro, uchishandisa musuva wesadza.
Kubhigura kugura musuva mukuru kubva pamukonde wesadza.
Kana uchiseva unenge uchinyika musuva wesadza muusavi.
Mamwe mazwi ane M
MDuramazwi
01 / 03musuwo
entrance
VerengaSwipe for the next word