KwaunobvaDuramazwiMmutapatapa

Zvinoreva

Ichi chipfeko kana chekugarira chakanyorova zvekutosvinwa mvura.

1

Bvisai *mwana mutapatapa* wemutambo uri kumuchemedza uyo.

2

Ichi chipfeko kana chekugarira chakanyorova zvekutosvinwa mvura.

Bvisai *mwana mutapatapa* wemutambo uri kumuchemedza uyo.

Zvine chekuita

murabaraba

Mamwe mazwi ane M

M

Duramazwi

01 / 03

mutape

Mutape munhurume anenge akura chaizvo pamakore okuberekwa.

Verenga

Swipe for the next word