Duramazwi · zita
mutambi
character · comedian · sportsman · sportswoman · actor · actress · athlete · dancer · player
Duramazwi · zita
character · comedian · sportsman · sportswoman · actor · actress · athlete · dancer · player
Mutambi munhu anogona kushandisa muviri wake, achizunguzira achitevedzera mumhanzi.
Mutambi munhu anogona kushandisa muviri wake, achizunguzira achitevedzera mumhanzi.
Mutambi mumwe nomumwe ngaabudise pfungwa dzake zvichienderana nokupikisana kwavo.
Mutauri anenge achitsanangura zvinhu zviri kuitika kana kuti zvakaitika naiyewo aripo uye ari mutambi munyaya yaari kutsanangura.
Chikuwo (!) Chinoshandiswa kana vatambi vachida kuratidza kuvhunduka kana kukatyamara nezvinenge zvaitwa kana kutaurwa neumwe mutambi.
Mutambi munhu anoita zvidavado zvakasiyana-siyana, zvakaita senhabvu, kuti afadze vanhu, sebasa rake kana kuti achivaraidza nguva.
Pane zveuvaranomwe, mutambi munhu atinosangana naye achiita zvakasiyana-siyana muchinyorwa.
Mutambi munhu anotevedzera, mungava mumifananidzo kana zvimwewo, zvinoitwa nemunhu anenge ari murungano.
muzvini · ekita
Duramazwi
01 / 03mutambi wegitare
guitarist
VerengaSwipe for the next word