KwaunobvaDuramazwiMmutikitivha

Duramazwi · zita

mutikitivha

detective

Zvinoreva

Uyu mupurisa asingapfeki yunifomu, anoita basa rokufeya-feya nyaya ari mukati mevanhu, ivo vachingofungawo kuti munhuwo zvake.

1

Uyu mupurisa asingapfeki yunifomu, anoita basa rokufeya-feya nyaya ari mukati mevanhu, ivo vachingofungawo kuti munhuwo zvake.

Mutikitivha akatsvaga humbowo hwemhosva yacho.

Kana uchidzumbunura chinhu unenge uchiita kuti chibude pachena. Mutikitivha akadzu-mbunura nyaya yokuurayiwa kwaMuchaneta sokutamba.

Zvakafanana

mufeyi

Mamwe mazwi ane M

M

Duramazwi

01 / 03

mutimba

Mutimba inzira yekuwanana yaiitwa kare, yekuti musikana aiperekedzwa nehama dzake kumusha kwemukomana wake usiku.

Verenga

Swipe for the next word