KwaunobvaDuramazwiMmutepe

Duramazwi · zita

mutepe

mupumhamutapitapichisaumufokosiyanachitiswatu

Zvinoreva

Mutepe muripo unobhadharwa kun'anga kuti ichitanga kuita basa rayo.

Mutepe muti une midzi inoshandiswa semushonga wokurapa musoro kana kudzinga mamhepo, unomera munzizi kana munzvimbo dzine mvura yakawanda.

1

2

Zvakafanana

mupumha · mutapitapi · chisau · mufokosiyana · chitiswatu

Mamwe mazwi ane M

M

Duramazwi

01 / 03

mutepfetepfe

Apa ndepokugara kana pokurara pakapfava, uye kunyorovera chaizvo. Paakangogara pamutepfetepfe wesofa hope dzakabva dzangobata pakarepo.

Verenga

Swipe for the next word