Duramazwi
Mazwi ane M.
3433 Shona headwords beginning with M, each with its English meaning, Shona explanation and example sentences.
Peji 4 pa14
marondaulcerativemarongerosettingmaronyoMaronyo ndezvakaita samadzihwa zvinotundwa nomurume...maropaMaropa ndezvinobuda nepasikarudzi yemunhukadzi ari kumwedzi.maroritrucksmaroroMaroro inzvimbo inonzi inoenda vanhu kunotsvaga mishonga...marosvoMarosvo imari yesimbi, kazhinji inenge yakawanda.marubvurubvuKana chingwa chakaita marubvurubvu chinenge chakamwararika...marudzibreedsmarujataMarujata munhu anogarofamba mumaraini, dzimwe nguva...marukamarukusaMarukusa ihembe dzinotengeswa asi dzakambopfekwa.marukwaMarukwa midzi kana tsanga dzakachekererwa nokuparwa...marumbiMarumbi rudzi rwemhashu dzinodyiwa, dzinofarira kugara...marunjeyaKana munhu achinzi ndimarunjeya anenge ari munhu anotya...MarutamaltamaruteMasiriri.marutsiMarutsi ndezvinosemesa zvinobuda nemumuromo zvichibva...maruvabloommaruvhuruvhumarwadzoachemarweiMarwei munhukadzi akapusa, anotarisirwa pasi uye asina...marwezaMarweza inzungu nyoro dzinenge dzichangotanga kuberekwa...marwiMarwi chiitiko chimwe chete chinokonzera zviitiko zviviri.marwiseMarwise munhu anokusvidzira vamwe kuti varwe chero pasina...masahwaMasahwa tumakwande tunowanikwa paganda rehove yakaita...masaisaiwavesmasajamassagemasajimunhu, kazhinji munhukadzi, anofambisa asi pasina...masakandibayiweKana munhu achinzi ane masakandibayiwe anenge achiita...masambaleavesmasamboMasambo iropa rinobuda munhukadzi kana ari kumwedzi.masandairiraIyi michinjiziri yemvura yakakwirira inokonzerwa nokufamba...masangacoincidentalmasanganiswamixturemasanganoagenciesmasangoforestsmasanhuMasanhu chimwiwa chinodhaka chinomwiwa mangwanani kana...masanjiranksmasaramusiKana munhu aine masaramusi anenge achingoita zvinhu...masaridzwasurplusmasariridzwamasaseNyamatsatse.masasireMasasire munhu anogona kutsvetera vamwe kuti _va-muitire...Masaujujube, a wild fruit (Ziziphus mauritiana)masayendisitiscientistsmasekondisecondsMasengedzwaMasengedzwa izita rekuzvirumbidza revaera Gumbo vachiti...maserocellsmaserweMaserwe rwudzi rwenyoka ine mitsetse pamusana inofamba...maseseMasese magufu anosara panosvinwa doro.masevhisiservicesmashakadaMashazhare.mashambanzoudawnmashangurapataKana munhu akanzi afambira mashangurapata anenge aita...mashazhareMashazhare chibage chinotswiwa, chozobikwa, chomonwa nedovi,mashiChikafu chemurimo pano ruzivo.mashingishoriMashingishori inyama dzakapfava dzomukati memhino.mashinyatoMashinyato idoro rinosiirwa vanin'ina kana madzikoma...mashiriMashiri imombe inouraiwa parufu kuti vanhu vawane muriwo.mashiriapunganaKana mukaita mashiriapungana munenge masvikowana vanhu...mashiripitimagicalmashokoexpressionmashumaKana ukapa munhu chimwe chinhu, akati mashuma anenge...mashurasupernaturalmashwashwaMashwashwa itsinga dzinobatanidza mapfundo emuviri.masiMuchechi yeRoma masi inguva yekuti vanhu vanodya chingwa...masikatiafternoonsmasimbacontrolmasimoMasimo inzvimbo inenge ine zvakadyarwa mairi.masimukatienzaneKana munhu achinzi ane masimukatienzane anenge asina...masinagogisynagoguesmasingaMasinga itsika inowanikwa nemunhu kubva kuvabereki kana...masininiMasinini makonye egirini madiki anodyiwa uye ane mafuta...masiririMasiriri mate anoerera pamuromo kana paine chinhu...masitepisistairsmasiyaMasiya iropa remhuka rinochingidzirwa painourawa...masojasoldiersmasokisisocksmasonaMasona izita rinopiwa kumunhu anowedzera pakutaura...masoweMasowe inzvimbo isingagarwi nevanhu, kunoenda vatenderi...massmassesmasumbuclustersmasundaKana munhu achiita masunda anenge achifamba nemanhendasure.masungiroMasungiro chirango chinoitwa nemukuwasha paanoendesa...masuoMasuo mushonga unopiwa mudzimai ava kuda kupona kuti apone...masutsoMasutso inguva yegore apo zvirimwa zvinenge zvava kuda...masutusuitsmasuwoMikova inopindakwa mumba nenzira yeruremekedzo (doorways).masvetuMasvetu idoro riri padanho rokutanga pakubikwa.masvingowallsmasvinwaMasvinwa idoro rava kupera kubikwa, rasanganiswa nemasvusvu.masvisvidzaMasvisvidza makore matematema anenge ane mvura yakawanda.masvisvinwaMasvisvinwa makanda kana mhodzi dzinosvipwa kana munhu...masvomhumathmasvosveIri izwi rokuti svosve rakaiswa kuuzhinji.masvosvwaMasvosvwa michero inotanga kuberekwa nemimwe miti...masvusvuMasvusvu chinwiwa chinotapira chinobikwa ne-masweroKana munhu achiti kumunhu maswero anenge achimhorosa munhu...MatmattmataKumata kumhanya kwemhuka ichiurukira mudenga.matadzamolarmatadzoChitadzo.matafuratablesmataitiresmatakaMataka vanhu kana kuti mhuka dzinenge dzakawanda chaizvo...matakananaAya matambiro evana vadiki diki, vachiteedzera...matakavataKana vanhu vakuru vachibvunzana matakavata vanenge...Matambamonkey orange, a wild fruit (Strychnos species)matambidzanwaMagamuchidzanwa.matambudzikoconsequentmatandaasherahmatandiKana munhu achinzi ane matandi anenge ane unyanzvi...matangitanksmatanhoprecautionarymatanitonsmatanyeraMatanyera munhu anoita basa rekuchenesa zvimbuzi nezvivanze.matapeMatape mashizha emufarinya anenge atswiwa kuti abikwe...matapiMatapi idoro rinonwiwa kuti munhu abvise bhabharasi.mataponaMatapona mutambo unoitwa nevatendi veChiKristu...matapwaMatapwa muriwo wemashizha omujumbuya anotanga atswiwa ari...matararaMatarara inzvimbo yemurwizi yakafara chaizvo uye isina...matarecourtsmatataMatata inhumbi kana humwewo upfumi hwomunhu akafa.matatendaMatatenda idoro rinopiwa akabika doro iri senzira...matatuthirtyfoldmatauriroaccentmatesalivamatekenyaMatekenya kusosona kunoita nhengo yomuviri, zvikuru makumbo.matekesheMatekeshe kupararira kunenge kwakaita vanhu kana mombe...matema namachenaAya mashoko okutukana zvakanyanya anenge ataudzanwa pakati...MatemaviMatemavi chidao chevaera nzou.matemheMatemhe zvimedu zvinoputsika kubva padende kana damba...matemoBhabharasi.matendeswaKana munhu achinzi ane matendeswa anenge ane tsika...matendoMatendo mazwi, kuuchira kana zvimwewo zvinotaridza kufara...matenetiKana munhukadzi ane nhumbu achinzi aenda kumateneti anenge...matengaheavensmatenga andionaKana munhu akati matenga andiona anenge ari kutaura kuti...matenganagudoIchi chibvumirano pakati pevaviri kuti vanozopanana chii...matepeMatepe rudzi rwembira inowanzoridzwa nevanhu vechiKorekore.matereraKana munhu akapiwa materera anenge asarudzwa kuti ave iye...materuslopeMateumatthewmatewoMatewo kugadzikana kwezvinhu zvese zvichinyatsofamba...mateyaKana munhu aine mateya anenge ane makumbo akakombera...matibaMatiba inzira yokuvhara poto nokukasira, zvikuru pakubika.matigimuMatigimu munhu ane mukundo uye anongorova vamwe nguva dzose.matikaMatika inzira yokutonona uchiedza kunzvenga dombo kana...matikititicketsmatimbaMatimba chirimwa chinenge mugunde chinobuda muto...matinhariMatinhari mutambo kana chimwe chiitiko chinonakidza chaizvo.matinjiMatinji tunzeve tunowanikwa turi pamativi esikarudzi...mationeMatione chido chakanyanya chokuda kuziva kana kuona...matirenziMatirenzi itambo kana simbi inosunganidza cheni pajoko.matiresimattressmatiridhaMatiridha rudzi rwesipo yekuwachisa ine mavara.matironiMatironi mukoti mukuru pachipatara.matisaKumatisa kudzingirira chimwe chinhu zvakasimba. Mhembwe...mativisidedmativi maviribilateralMatohwewild loquat, brown ivory fruit (Berchemia discolor)matombostonesmatomubridlematongoarchaeologicalMatonjeniIyi inzvimbo inoyereswa iri nechekumavirira kwenyika...matotoMatoto itsvina yeshiri, kusanganisira nedzinopfuyiwa...matoyitoysmatsamboMatsambo mashoko akaipa asingafaniri kutaurwa nokuti...matsariMatsari uswa kana mashizha anowanikwa mumwena wembeva.matsatsanwaMatsatsanwa mazino anomera pamusoro pema-mwe.matsekeneswaIzvi zvidimbu zvidimbu zvechinhu chakaita sehari chinenge...matsenga matsengaAya mapoka akawanda evanhu vanenge va-matsenganzunguchibatsirana kuita chimwe chinhu.matsengwaMatsengwa ndezvinopfirwa kana munhu adya zvinhu zvakaita...matsengwarengwaIzvi mudumbu zvinoonekwa patsvina yomunhu kana ndove...matsetsemwaMatsetsemwa chikafu chisina kugayiwa, chinowanikwa mudumbu...matseweMatsewe ibindu rinochengetedza mwando kwenguva refu...matsideafmatsikoMatsiko ndepanosara pachionekwa kuti munhu kana kuti mhuka...matsimewellsmatsitoMatsito chiutsi chitema chinenge chakaomera kunze...matsiveMatsive kuitira munhu zvakaipa senzira yokudzorera...matsonzoroMatsonzoro itsanangudzo yakazara pamuosoro pechimwe chinhu.matsotseraMatsotsera ndezvekudya zvinenge zvisati zvanyatsa kugayiwa...matsotsicriminalsmatsotsoMatsotso inzvimbo yakahwanda uye iri kure.matsutsoautumnmatsvaMatsva izwi rinonyanyoshandiswa nevana kune mumwe wavo...matsvamwoyoMatsvamwoyo maitiro emunhu anenge achishushikana mupfungwa...matsviririMatsviriri ruzha runobuda pamota, bhasikoro kana zvimwewo...matsvitureMatsviture musungo usingapotsi pakubata mhuka.matsvotiMatsvoti imvura kana zvimwewo zvakaita semvura, zvakawanda...matsvotsvotsvoKana mvura ichinzi yaita matsvotsvotsvo inenge yanaya...matsvukuMatsvuku zimhashu rine mapapiro emukati ane ruvara rusvuku.matukanoMatukano kuudzana mashoko akaipa kana vanhu vatsamwisana.matukoMatuko mashoko anotsamwisa anoshandiswa pakunyomba munhu.matumbaMatumba misha inovakwa navanhu isina kunaka zvichiratidza...matumbuMatumbu ura hwemhuka. Matumbu emombe anonaka chaizvo kana...matunduruAya maitiro ekugara mumwe pachipfuva kana muchirwa.matunhudistrictsmatununuMatununu mataridzikiro anoita munhu ashamisika zvikuru...maturiyakada kufanana nembada.MaturochattermatururoMatururo idoro rinopiwa anenge abatsira vasengi vedoro...maturuzhaMaturuzha mudomasi unogona kumera musango, unobereka...matuweMatuwe rudzi rwetuhove tudikidiki tunowanda chaizvo.matuzuMatuzu mapundu makuru anomera pamuviri achiita masikitira...matyebandaKana munhu achinzi ndimatyebanda anenge arwara kwenguva...matyiraKana munhu achinzi ane matyira anenge ane rukudzo...matyoKana munhu achinzi ane matyo anenge ane ugwara...maukiroMaukiro kushopera kunoita n'anga painenge ichiedza...maumbirwo omutauroIri ibazi rechidzidzo chezvemitauro chinoongorora...maumiMaumi kakuteya kakanyanya kwekunze kanoita kana zuva...maundoMaundo kurimwa kunoitwa minda muchirimo, vanhu...mauneMaune kuita kwemunhu chinhu chaanoziva kuti chakaipa kana...maungiraMaungira kudavirira kunoita ruzha runenge rwaitwa...maupanduMaupandu izwi rinoshandiswa pakubata hama dzemufi maoko...mauraMatumbu.mauroManheru.maushwaMaushwa ndezvinosarira zvakapfakama pakati pemazino...mautiMuchina yerubatsiro mumatambudziko.MautoarmyMauyawelcomemavambooriginmavambwaMavambwa idoro riri padanho rokutanga pakubikwa.mavandamwaMavandamwa mweya wakaipa wemunhu agutisa, unobuda...mavaracolorsMavendetoothlessnessmaverengerocalculationsmavhaiMavhai kuzadzwa nomufaro wakawandisa kunoita munhu.mavhairasivirusesmavharuvhuvalvesmavhayoMavhayo mapango anovhariswa musuo wedanga.mavhejiMavheji murivo wose unenge une ruvara rwegirini.mavhidhiyovideosmavhikiweeksmavhiriwheeledmavhoriyamuvolumesmavhotivotesmavhoti panguvavotes duringmavhu namararaKana zvinhu zvichinzi mavhu namarara zvinenge zvakawanda...mavhunduMavhundu imvura yepasi pasi yemudziva inenge yakasangana...mavhunduriraKana hove dziri mudziva dzichiita mavhundurira dzinenge...maviMavi zvinhu zvakaipa kana kuti zvinotyisa.mavimbiriKana vanhu vachiita mavimbiri vanenge vachiita mutsimba...mavinguMavingu mashoko okunyunyuta kana kunyomba anouya...mavirazuvaMavirira.maviriMapatya.maviriraMavirira idivi rekunonyura nako zuva.

