KwaunobvaDuramazwiMmatatenda

Duramazwi · zita

matatenda

Zvinoreva

Matatenda idoro rinopiwa akabika doro iri senzira yokumutenda nayo.

1

Matatenda imari kana chipo chaunopa munhu anenge akuitira chimwe chinhu.

2

Mamwe mazwi ane M

M

Swipe for the next word