Duramazwi · zita
matatu
thirtyfold
Duramazwi · zita
thirtyfold
Matatu inzungu inenge ine vana vatatu mudeko.
Matatu inzungu inenge ine vana vatatu mudeko.
Shungu dzekumusuwa uye moyo wekubereka waifara kuti mwana ainge adzoka sevanhu vanga vane makore matatu vasisaonane.
Kufa ndikamwe kuora mazuva matatu.
Ozi akazochengetwa mushure memazuva matatu, vanhu vachingodzungudza misoro nekuti rufu rwake rwainge rwauya pasina airwutarisira.
Duramazwi
01 / 03matauriro
accent
VerengaSwipe for the next word