Duramazwi · zita
Zvinoreva
Matsvoti imvura kana zvimwewo zvakaita semvura, zvakawanda chaizvo.
1

Matsvoti imvura yakawanda inonaya kwenguva refu isina kuvara.
2

Mamwe mazwi ane M
MDuramazwi
01 / 03matsvotsvotsvo
Kana mvura ichinzi yaita matsvotsvotsvo inenge yanaya zvikuru.
VerengaSwipe for the next word