Duramazwi · zita
Zvinoreva
Masungiro chirango chinoitwa nemukuwasha paanoendesa mudzimai wake kumusha kuna amai vake, kuti andosunungukira ikoko mwana wekutanga.
1

Kuti tinyatsotsikanisa nyaya apa, ngatinobvisa tsvakirai kuno, tozoroora, kuti tiwane kuzochema namasungiro.
Mamwe mazwi ane M
MDuramazwi
01 / 03masuo
Masuo mushonga unopiwa mudzimai ava kuda kupona kuti apone zvisina ngozi.
VerengaSwipe for the next word