KwaunobvaDuramazwiMmarwi

Duramazwi · zita

marwi

Zvinoreva

Marwi chiitiko chimwe chete chinokonzera zviitiko zviviri.

1

Pakaitika marwi paakafura shiri mbiri nebwe rimwe.

2

Mamwe mazwi ane M

M

Duramazwi

01 / 03

marwise

Marwise munhu anokusvidzira vamwe kuti varwe chero pasina chikuru chavakanganisirana.

Verenga

Swipe for the next word