KwaunobvaDuramazwiMmarwei

Duramazwi · zita

marwei

chireya

Zvinoreva

Marwei munhukadzi akapusa, anotarisirwa pasi uye asina kumbobvira aenda kuchikoro.

1

Marwei munhukadzi akapusa, anotarisirwa pasi uye asina kumbobvira aenda kuchikoro.

Umwe akazowana marwei chaiye kwaanenge achiti kana ariko anenge achibatwa zvakanaka haadzoki.

Marwei wacho akanga akati mafuta kumeso *kibi*, hanzi ndiyo cheno.

Marwei munhukadzi akapusa, anotarisirwa pasi uye asina kumbobvira aenda kuchikoro.

Zvakafanana

chireya

Mamwe mazwi ane M

M

Duramazwi

01 / 03

marweza

Marweza inzungu nyoro dzinenge dzichangotanga kuberekwa, dzisati dzakora.

Verenga

Swipe for the next word