Duramazwi · zita
masahwa
masamvu
Duramazwi · zita
Masahwa tumakwande tunowanikwa paganda rehove yakaita segwaya tunofunurwa kana yobikwa.

Masahwa tuminzwa tunobaya tunowanikwa pamisana yehove zhinji.
Muchesa munhu anogadzira zvinhu zvakaita senamasahwa nemapadza kubva musimbi.
Masahwa tuminzwa tunobaya tunowanikwa pamisana yehove zhinji.
masamvu
Duramazwi
01 / 03masaisai
waves
VerengaSwipe for the next word