KwaunobvaDuramazwiMmaroro

Duramazwi · zita

maroro

Zvinoreva

Maroro inzvimbo inonzi inoenda vanhu kunotsvaga mishonga yakasimba, yekushandisa kuvavengi vavo.

1

Kuti kangai kuva noruvara rwuri pakati poupfumbu nokutsvukirira. Maroro angoti kangai haasiyiwi nembeva.

Mamwe mazwi ane M

M

Duramazwi

01 / 03

marosvo

Marosvo imari yesimbi, kazhinji inenge yakawanda.

Verenga

Swipe for the next word