KwaunobvaDuramazwiMmatinhari

Duramazwi · zita

matinhari

Zvinoreva

Matinhari mutambo kana chimwe chiitiko chinonakidza chaizvo.

1

Matinhari mutambo kana chimwe chiitiko chinonakidza chaizvo.

Gore rakapera kwakapisa asi nhaka kuchanaya matinhari chaiwo.

Kana mvura ikanzi yakanaya matinhari chaiwo inenge yawanda chaizvo gore iroro.

Matinhari mutambo kana chimwe chiitiko chinonakidza chaizvo.

2

Kana mvura ikanzi yakanaya matinhari chaiwo inenge yawanda chaizvo gore iroro.

Mamwe mazwi ane M

M

Duramazwi

01 / 03

matinji

Matinji tunzeve tunowanikwa turi pamativi esikarudzi yemunhukadzi, tunogona kureba kana tukadhonzwa.

Verenga

Swipe for the next word