Duramazwi · zita
Zvinoreva
Mashinyato idoro rinosiirwa vanin'ina kana madzikoma emudzimai wako kubva pane rinenge ramwiwa pazviitiko zvakaita senhimbe.
1

Mamwe mazwi ane M
MDuramazwi
01 / 03mashiri
Mashiri imombe inouraiwa parufu kuti vanhu vawane muriwo.
VerengaSwipe for the next word