Duramazwi01 / 03mavhu namararaKana zvinhu zvichinzi mavhu namarara zvinenge zvakawanda chaizvo, zvokusaverengeka.Verenga→
Duramazwi03 / 03mavhunduriraKana hove dziri mudziva dzichiita mavhundurira dzinenge dzichifamba zvinokonzera kuti mvura itenderere kana kufashukira pamusoro.Verenga→