KwaunobvaDuramazwiM 11

Duramazwi

Mazwi ane M.

3433 Shona headwords beginning with M, each with its English meaning, Shona explanation and example sentences.

Peji 11 pa14

mupeniMupeni ibanga risingakoperwi, rinogara rakavhurika.mupenyualivemupepeticensormupepiMupepi munhu anenge achichengetedza mumwe anenge achirwara.muperekedziUyu mumwe wevanhu vanoendesa mukadzi mutsva kumusha...muperekeriMunyaya dzezvematare, muperekeri munhu anotaurira vedare...muperuMuperu itsika yemunhu yekuita zvisina kururama.mupetaMupeta idoro remata-nda.mupetabereMupetabere mushonga unopiwa murume anogaro-popotera kana...mupetoMupeto ndepanoperera urefu hwehembe kana chimwewo chinhu.mupeyaMupeya muti unoreba zviri pakati nepakati, unobereka vana...mupfekeriMupfekeri munhu anoda kuzviisa paasingakwani uye...mupfepfepfeMupfepfepfe imotokari inenge ichiri itsva uye inomhanya...mupfigoMupfigo ndechose chinoshandiswa kuvhara mwena kana mukova.mupfuKuti mupfu kudambura chinhu chakanyorovera uchishandisa...mupfucheMupfuche ndezvinorasikira pasi nepamusana pokuti mudziyo...mupfudzeMupfudze manyowa emombe anobva mundove yacho. Mbesa...mupfudziMupfudzi munhu anoita kuti vanodanana varambane.mupfuhwiraMupfuhwira mushonga unonzi unoshandiswa nemadzimai...mupfukidziMupfukidzi munhu anoparadza upfumi hwaainahwo nenzira...mupfukwaMupfukwa mushonga unonwiwa nemunhu kuitira kuti kana...mupfumirichmupfumoMupfumo inyama yeguru.mupfumvumvuMupfumvumvu kuzarisa kunoita tswanda kana mugomo neupfu...mupfungwaemotionalmupfununuMupfununu kagwenzi kane mapazi madiki anoita maruva...mupfupaMupfupa muti unogara uine mashizha manyoro, unoita maruva...mupfuraMupfura muti unokura chaizvo kuenda mudenga, unovezeswa...mupfuriblacksmithmupfutaMupfuta muti unomera wega kana kudyarwa, unobereka vana...mupfutiMupfuti muti unopfumvudza kana mvura yava kuda kunaya...mupichisiMupichisi muti unokura zviri pakati nepakati, unoita...mupikitiMupikiti munhu anoongorora vashandi pamabasa...mupimbiraMupimbira pamberi pegumbo, kubvira pabvi zvichidzika...mupimorestraintmupinduMupindu kushanduka kunoita zvinhu nokufamba kwenguva.mupinduraMufaruta.mupingaMukondanyoka.mupingiriMupingiri munhu anomhanyirira kuvharidzira zvinhu zvinenge...mupingobarriermupiniChishandiso chezviwanikwa.mupinyiMupinyi mubato webadza kana demo. Mbezo yangu yaenda kupi...mupipiriMupipiri munhu anochengetedza vamwe. Pataiva ku-mombe...mupiraMupira chidimbu chetayi chinoshandiswa kugadzirisa...mupirisitiUyu munhu anotungamirira sangano revanhu vanonamata Mwari.mupiropresentationmupirutsiMupirutsi munhu anokonzera bongozozo pakati pevanhu. Munhu...mupisefilteringmupisedireKana doro raitwa mupisedire rinenge rabikwa mumazuva...mupisiMupisi kamuchina kane mubato murefu, kanoshandiswa kukweva...mupokiMupoki munhu anokara zvekudya.mupon'oroChigadzirwa chese chakaurungana chiine mwena mukati.mupondaKukwezva munhu nenzira yekuhwanda.muponesisaviourmuponjaMuponja mashizha omuriwo, zvikuru womugadheni, unenge...muponoMupono kamutsetse kanoita pabhurukwe rechirume kana maoko...mupopoMupopo muti unokura wakatwasuka, unoreba chaizvo...muporofitaprophetmupositoriUyu mumwe wevanhu vanopinda imwe yemachechi anotevedzera...muposoMuposo mushonga unoteyeswa munhu nemuvengi kuti kana...muposvoMuposvo musoro wakaveurwa zvokusara usina kana vhudzi.mupoterirefugeemupristipriestmuprotestantiprotestantmupudziMupudzi chirimwa chinotanda, chinobereka vana vanodyiwa...mupumbuMupumbu kamuti kemunzwa kakaita kadiki uye...mupumburuscrollmupumhiMupumhi munhu anopomera mumwe mhosva.mupumhoMupumho mumera unoiswa mudoro kana maheu kuti zvivire.mupundukoMupunduko wechinhu ndezvakanaka zvachinogona kushandiswa.mupungaricemupunoMupuno kamuti kanorimwa mubindu, kanoita vana vanoti kana...mupunuMupunu munhu anofamba asina chaakapfeka.mupupuriMunhu anoratidza chokwadi chenyaya pamberi pedare (witness).mupupuririUyu munhu anopa uchapupu hwezvinenge zvakaitika...mupurangaMupuranga muti unoreba chaizvo wakarurama, unosimwa...mupurisapolicemanmupuroMupuro rutanda rutete rwakareba, runoshandiswa pakuponda...mupururuMupururu imhere yekufara inoridzwa kazhinji nemadzimai...mupurwaMupurwa rudzi rwechipuka chakaita sedzvinyu guru...muputiMuputi munhu ane tsika yekuputa fodya.mupwezhaMupwezha muti unoita mashizha makuru, asingazuki uye...muramyrrhmurabadaMurabada munhu anenge aine usimbe chaizvo.murabarabaKana chinhu chiri murabaraba chinenge chakareba chaizvo.muragaMuraga in'ombe kana dzimwewo mhuka dzinenge dzakaungana...murainiMuraini kurongeka kunenge kwakaita zvinhu zvichitevedzana...murairidziUyu munhu anenge achidzidzisa vamwe pamusoro pezvinhu...murairoMurairo ndezvese zvinenge zvichitarisirwa munhu kuti aite...murakaniMurakani mauswa kana mashizha akaorera, anoiswa pazvirimwa...murakwaniZvidzidzo zvezviwanikwa.murambaeelmurambaraMurambara kamuti komusango kadiki, kanoita vana...murambatsvinaUyu munhu ane utsanana, anofarira kugara akachena. Kuti...muramboMurambo inhumbi dzakambopfekwa, dzinotengeswa.MurambwiMurambwi chidao chevaera Shumba, chinoratidza kusafarirwa...muramuMukoma kana munin'ina wewawakaroorana naye. 1 Muramu...murandavassalmurandakadzihandmaidmuranduclaimmuranjisiMuranjisi muti unodyarwa, unogara uine mashizha manyoro...muranziMuranzi museve wezuva mutsvuku unoonekwa pakubuda kana...murapihealermurapwaMurapwa murwere anenge achipiwa mishonga kuti anaye.muraraMurara rudzi rwemuti une mashizha marefu akasimba...murarabungurainbowmuraramaMurarama mushonga unoshandiswa kubata varoyi.muraravhunzeMuraravhunze igonye guru rine mvere refu dzinovava zvikuru...murariMurari zvinhu zvaunenge uchireva asi usingadi kubuda...muratuMuratu izambuko rinobatwa netambo dzesimbi dzinenge...murauMurau itambo inosungwa ichiita denderedzwa, inogona...muraudzoMashoko ekuzvininipisa papfuvura.muravaMurava chikwenzi chinoita tumvere kubvira kumapazi...murayiridzicoach; teachermurayirocommandmurazvoflamemurazvuMuchero unodyiwa.murebarebaKana chinhu chiri murebareba chinenge chakangobatana pamwe...muregaMadirwa.MurehwaMurehwa chimwe chidao chevaera Soko, vanonzi zvakare...mureketiMutauri.murembaMuremba munhu anonamata nekutevedzera tsika dzechiArabhu.muremboMurehwa.murendaMurenda ishiri nhema inodya hwiza netumwe tumbuyu.MurengaMurenga aiva mwanakomana wambuya Nehanda aifarrira...murevereriintercessormurevesoMureveso idoro rinopiwa baba vepamusha nemudzimai wavo...mureviMurevi munhu ane makuhwa, anotaura zvinhu zvisina kufanira.murezabannermuridzaChifemedza.muridzilandladymuridzowhistlingmurimaMurima muti unoita vana vatete, une maruva machena...murimicultivatormurimoMurimo mubairo wemabasa akaipa anenge achiitwa nemunhu.murindiguardmurindiroMurindiro kuenda kuchipatara kunoita munhukadzi ane...muripocompensationmuripwaMuripwa munhu anopiwa mari kana chimwewo chinhu chinenge...muriroChidzimamoto.murisiMurisi munhu anofudza mombe kana zvimwewo zvipfuwo.murivoMuriwo unodyiwa muupenyu (vegetable).muriwovegetablemuromboindigentmuromobeakmuromodungoUku kuzvimbisa muromo nehasha nenharo.murondeMuronde muti unokura zviri pakati nepakati unoti ukatanga...murongastructuredmurongoconcubinemurongomunaZvinhu murongomuna ndezvinenge zviri zvina.muronziMuronzi munhu anopa zvinhu zvake kune vamwe kuti...muroodzaMuroodza muti unowanikwa munzvimbo dzine miti yakawanda...muroodziMuroodzi munhu anobhadharira mumwe munhu pfuma pakuroora.murooradaughter-in-lawmuroribikwa kubva mubundo rinowanzo-mera mugomo.muroroMuroro kamuti kanowanzomera mumapani, kasingarebi, kanoita...murotidreamermurotsoMurotso mushonga unopiwa munhu kuti akwanise kurota zvinhu...muroveMarshmuroyisorcerermuRozviMuRozvi munhu anoyera mwoyo ine chidawo chinonzi Dhehwa.muruBhaudhi.murudziMurudzi munhu wekune imwe nyika anenge aenda kundogara...muruguruMuruguru kamuti kane mashizha akasvibira neminzwa mipfupi...murukaMuruka muti unowanzowanikwa pedyo nenzizi, une midzi...murukiMuruki munhu anoita basa rokugadzira zvinhu zvakaita...murumegroommurume kana mukadzigendermurunduMurundu iganda rinovhara mberi kwesikarudzi yevanhurume.murunguMurungu munhu ane ganda rakatsvuka zvekutoda kuchena...mururiMururi ndiye anoita kuti mutambo uchitanga.murutiMuruti munhu anofarira nyama zvakanyanya.muruvaMuruva kamuti kose kanoita maruva.murwenziMurwenzi zvikomo zvakawanda zvinenge zviri pedo napedo...murwerepatientmurwifightermurwiriMurwiri munhu anokudzivirira kubva munjodzi.murwisiaggressormurwitiMurwiti muti wakaomarara chaizvo une minzwa yakasimba uye...musakasakaIyi imvura inonaya zvinyoronyoro.musakucombinationmusambaMudyamhembwe.musamboMusambo inzira yokuita nayo chimwe chinhu.MusamiMusami munhu werudzi rwevanhu vakabva kuEzhiya.musanaspinalmusandeMusande munhu akanakisisa akafa achiteedza kuda kwaMwari.musanduMupindu.musandukwaMusandukwa munhu anombopinduka kuita mhuka, kana kuti...musandusanduUku kupinduka kwezvinhu iwe usingazvifungiri.musanganiswaassortmentmusanganoconferencemusanguMusangu muti unoita maruva anonhuhwira uye nenhokwara...musapaMusapa rudzi rwevhu rinoita zvokukuyiwa, rakatsetse...musarajokemusararaMusarara chirwere chinokonzerwa nokurumwa noutunga.musariMusari zvinyamanyama zvinotsvedzerera, zvinobudirana pamwe...musaridzwabalancemusarimaMusarima rudzi rwomuriwo unobikwa kubva mumashizha...musarinyaMusarinya maitiro ane undururani kana kudherera mukati.musariridzwaMusariridzwa ibasa, mari yomubhadharo kana zvimwewo zvinhu...musaririraIyi itsika yekupedzisira pose pose.musaruMusaru munhu ane-nge asarudzwa kubva muboka kuti aite...musarudzoMusarudzo chinhu chaunenge wada uye washara kubva pane...musarurwaMusarurwa munhu anosarudzwa pane vamwe vose, oitirwa...musasaawningmusasasaMusasasa kakwenzi kanoreba mita imwe nechidimbu, kanobuda...musasuMusasu munhu anozvitemba pane zvose zvaanenge achiita...musaswaMusaswa munhu anenge akamirira kubhabhatidzwa, kana kuti...musauMusau muti mupfupi une mashizha akasvibira chaizvo...MusayendisitibiochemistmusekesaMusekesa muti une mashizha makuru ari muzvipande zviviri...musemwiMusemwi munhu asingafarirwi neruzhinji uye anowan-nzonge...musenaMusena rudzi rweshavi rinosvikira dzimwe n'anga, rinoita...musendoPakuveza musendo kamuchina kanoita kuti chivezwa...musengaMashoko ekuzvininipisa papfuvura.musengwaMusengwa zvinhu zvaunenge wakatakura zvichikuremera.musenzeketeIyi inyanga huru inorema.musereMakombora.museredzeroUtwu twunwiwa kana twudyiwa twunodyiwa mushure mekudya...musesedziMusesedzi munhu anobata mumwe ruoko, omubatsira pakufamba...museurwaMuseurwa munda mutsva uchangobva mukuparurwa nemapadza.musevearrowmusevenziUyu munhu anenge achishanda basa raanopota achibhadharwa...Museyamwashandira mumwe munhu.MushahabitationmushabasodamushafungaMushafunga muti unoita mashizha matete-tete nehunde...mushakabvuMushakabvu munhu akafa uye akatovigwa muguva.mushamararibroadcastermushambaMugan'acha.mushambadopeKana munhu achinzi ndimushambadope anenge achigara muviri...mushambadzimerchantmushambadziriadvertisermushambiMushambi iboka rezvipfuyo zvakawanda zvinenge zviri pamwe...mushamhuMushamhu i mari inobhadharwa neanenge amhan'ara padare...mushanasunshinemushandiactivistmushandirapamweteamworkmushandirwiemployermushandisiusermushanguKana zviyo zvichinzi zvaita mushangu pakupima zvinenge...mushanguraMushangura muti unoita vana vatete, une maruwa machena...mushaniMudzimai wezuro.mushaningaKana munhu achinzi mushaninga anenge aine chimiro nouso...mushanuMushanu kumhoresana muchibvunzana upenyu nezvimwe zvose.mushanyitouristmushanyuMunhu ane mushanyu anenge achingoshereketa shereketa...mushapaMushapa igadheni riri pedyo nerwizi asi risina mvura...mushapatoMushapato zvinyamanyama nezviroparopa zvinobuda...mushapiroMushapiro inzira yekunwa nayo zvinwiwa ine zvine makaro...

Everything here, offline, in your pocket.

The full dictionary, every proverb, all sixty totems and the riddles. No data, no ads, no account.

Get it on Google PlayDownload on the App Store