Duramazwi · zita
Zvinoreva
Mureveso idoro rinopiwa baba vepamusha nemudzimai wavo sechiratidzo chekuti doro ramirira kuti richinwiwa.
1

Mamwe mazwi ane M
MDuramazwi
01 / 03murevi
Murevi munhu ane makuhwa, anotaura zvinhu zvisina kufanira.
VerengaSwipe for the next word