Duramazwi · zita
Zvinoreva
Murenga aiva mwanakomana wambuya Nehanda aifarrira zvekurwa zvikuru. Izwi rekuti chimurenga rakabva panaMurenga uyo aida zvekurwa zvikuru.
1
Murenga aiva mwanakomana wambuya Nehanda aifarrira zvekurwa zvikuru. Izwi rekuti chimurenga rakabva panaMurenga uyo aida zvekurwa zvikuru.
Kana vatungamiri venyu vorasa gwara, garai pasi mutaurirane nekuyeuchidzana zvakarwirwa hondo yechimurenga.
Munguva dzehondo yeChimurenga ainzi mukoma ndewese aiva murwiri worusununguko.
Komuredhi munhu akarwa muchimurenga chepiri chakaita kuti Zimbabwe isununguke.
Mamwe mazwi ane M
MDuramazwi
01 / 03murevereri
intercessor
VerengaSwipe for the next word