Duramazwi · zita
Zvinoreva
Chishandiso chezviwanikwa.
1
Chishandiso chezviwanikwa.
Bhidha mudziyo unoti rimwe divi ibadza rimwe idemo, unoita zvokupfekerwa mupini.
Kudimika kutaura nomutauro wakavandika. Paakati arova imbwa akaviga mupini, _ndakaziva kuti ari kudimika_.
Chifengu ibadza rinenge riine mupini waka-kombamira.
Mamwe mazwi ane M
MDuramazwi
01 / 03mupinyi
Mupinyi mubato webadza kana demo. Mbezo yangu yaenda kupi ndiveze mupinyi webadza raRimai?
VerengaSwipe for the next word