KwaunobvaDuramazwiMmupinga

Duramazwi · zita

mupinga

Zvinoreva

Mukondanyoka.

1

Mukondanyoka.

Ndakamupinga ndare achibva ati biribidi muvhu.

Kana ukapiya ndare mumwe unenge wamuteya kwava kumupinga negumbo kuti awire pasi.

Kunjandangudza kudonhedza munhu mushure mokunge wamupinga, kana kuti wamutadzisa kutsika zvakanaka.

Mamwe mazwi ane M

M

Duramazwi

01 / 03

mupingiri

Mupingiri munhu anomhanyirira kuvharidzira zvinhu zvinenge zvichida kuitika.

Verenga

Swipe for the next word