KwaunobvaDuramazwiMmupinyi

Duramazwi · zita

mupinyi

binimugura

Zvinoreva

Mupinyi mubato webadza kana demo. Mbezo yangu yaenda kupi ndiveze mupinyi webadza raRimai?

1

Mupinyi mubato webadza kana demo. Mbezo yangu yaenda kupi ndiveze mupinyi webadza raRimai?

Ndakawana sekuru vachiurura mupinyi webadza.

Mupinyi mubato webadza kana demo. Mbezo yangu yaenda kupi ndiveze mupinyi webadza raRimai?

Kurova imbwa wakaviga mupinyi kutaura nemadimikira uchiita kunge unoda munhu asi uchimuvenga.

Zvakafanana

bini · mugura

Mamwe mazwi ane M

M

Duramazwi

01 / 03

mupipiri

Mupipiri munhu anochengetedza vamwe. Pataiva ku-mombe, redu Gwinyai ndiro raiva mupipiri wedu.

Verenga

Swipe for the next word